Enda pane zvauri kuda

Vechidiki Vanobvunza Kuti

Shamwari

Nei Ndisina Shamwari?

Hausi woga uri kusurukirwa kana kuti usina shamwari. Ona kuti vamwe vezera rako vakaita sei kuti vakunde dambudziko racho.

Ndingaita Sei Kuti Ndisaramba Ndichinyara?

Usarasikirwa nemukana wekuwana shamwari uye kunakidzwa neupenyu.

Ndinofanira Kuwedzera Shamwari Dzangu Here?

Kuva muchikwata chidiki cheshamwari kunogona kunakidza asi hapasi pese pazvinobatsira. Nei tichidaro?

Ndingaita Sei Kuti Ndigone Kutaura Nevanhu?

Zvinhu 3 zvinogona kukubatsira kuti ugone kutanga kutaura nyaya nevanhu.

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 2: Zvandiri Kuita Zvinoita Kuti Afungei?

Shamwari yako ingaona sekuti uri kuda zvinodarika kungova shamwari chete here? Chimbonzwa mazano aya.

Ndingaita Sei Kana Shamwari Yangu Ikandirwadzisa?

Unofanira kuziva kuti hapana ushamwari husina zvinetso. Asi ungaita sei kana shamwari yako ikataura kana kuita zvinhu zvinokurwadza?

Ko Kana Ndisiri Kukwana Pane Vamwe?

Chinokosha kupfuura chimwe ndechipi? Kukwana-kwana pavanhu vane tsika dzisina kunaka, kana kuti kuramba ndiri zvandiri?

Nei Ndichingogara Ndichirasika Pakutaura?

Ndezvipi zvinogona kukubatsira kuti utange wafunga, wozotaura?

Ndodii Kana Vanhu Vachindinyeya?

Ungaitei kana guhwa racho richisvibisa zita rako?

Kutamba Nemwoyo Wemunhu Kwakaipa Here?

Kutamba nemwoyo wemunhu kuita sei chaizvoizvo? Nei vamwe vachizviita? Kune zvakwakaipira here?

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Mhuri

Ndingaita Sei Kuti Ndiwirirane Nevabereki Vangu?

Verenga unzwe mazano 5 anogona kukubatsira kuti musanyanya kunetsana.

Ndingataura Sei Nevabereki Vangu Nezvemitemo Yavanondipa?

Dzidza kutaura nevabereki vako zvakanaka. Kana ukadaro vabereki vako vachakunzwisisa.

Pamba Panombofanira Kuva Nemitemo Here?

Uri kutambudzika nemitemo yepamba yakaiswa nevabereki vako here? Heano mazano anogona kukubatsira kuti uve nemaonero akanaka.

Ndatyora Mutemo Wevabereki Vangu, Ndoita Sei?

Haukwanise kuchinja zvinenge zvaitika, asi unogona kuita kuti zvinhu zvisawedzere kuipa. Nyaya ino icharatidza kuti ungazviita sei.

Ndingaita Sei Kuti Vabereki Vangu Vavimbe Neni?

Zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kuti uwedzere kupiwa rusununguko.

Nei Vabereki Vangu Vasingandipiwo Nguva Yokumbofara?

Ndinofanira kusvova kuti ndiende kunofara nevamwe here, kana kuti ndinofanira kutanga ndaudza vabereki vangu?

Ko Kana Mubereki Wangu Achirwara?

Hausi iwe wega wechiduku ari kusangana nedambudziko rakadaro. Inzwa zvakabatsirawo vechiduku vaviri kutsungirira dambudziko racho.

Ndingaita Sei Kana Vabereki Vangu Vava Kuda Kurambana?

Ungaita sei kuti usaramba uchishushikana uye uine chigumbu?

Nei Ndichifanira Kuita Kuti Tiwirirane Nevana Vemumba Medu?

Unovada, asi dzimwe nguva vanombokusvota zvekusvota zviya.

Ndingaita Sei Kuti Ndisaongororwa Zvese Zvese Zvandinoita?

Unoona sekuti vabereki vako vanoda kungoziva zvese zvese nezvisinei navo here? Pane zvaungaita here kuti usafunga kudaro?

Ndava Kukwanisa Kugara Ndega Here?

Zvii zvaunofanira kutanga wafunga usati wasarudza kunogara wega?

Kushandisa Mafoni Nemakombiyuta

Zvii Zvandinofanira Kuziva nezvemaVideo Game?

Ane zvaakanakira uyewo zvaakaipira zvaunogona kunge usina kumbofunga nezvazvo.

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Kuva Neshamwari Dzakawanda paSocial Media Kune Basa Here?

Vamwe vanhu vanoisa upenyu hwavo pangozi nekuda kuti vafarirwe nevanhu. Zvine basa here kuva neshamwari dzakawanda pasocial media?

Kushandisa Social Media Kuri Kundikanganisa Here?

Social media inopinda muropa. Mazano aya anogona kukubatsira.

Chii Chandinofanira Kuziva Nezvekuisa Mapikicha paSocial Network?

Kuisa mapikicha aunofarira kunoita kuti zvive nyore kuti hama neshamwari dzako dzizive zvinenge zvichiitika kwauri, asi pane zvaunofanira kuziva.

Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?

Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.

Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?

Unokwanisa kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete uye zvese zvichinyatsobuda zvakanaka here?

Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?

Ndepapi paunogona kutadziswa kuisa pfungwa dzako pachinhu chimwe chete nezvinhu zvakadai semafoni uye zvii zvaungaita kuti usavhiringidzwa.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?

Pane vanhu vanoita kuti ude kutumira mameseji anonyadzisira here? Kuzviita kwakaipirei? Ingori nzira yokutamba kworudo isingakuvadzi here?

Ndingaita Sei Kana Vabereki Vangu Vasingandibvumidze Kushandisa Social Media?

Ichokwadi here kuti munhu wese anoshandisa social media? Ungaita sei kana vabereki vako vasingakubvumidze kuishandisa?

Chikoro

Ndingaita Sei Kuti Ndiwirirane Nemudzidzisi Wangu?

Kana uine mudzidzisi akaoma kuwirirana naye, une zvaunogona kuita kuti unakidzwe nekudzidza. Edza kushandisa mazano anotevera.

Ndingapedza Sei Homuweki Yangu?

Kana uri kuomerwa nekupedza homuweki yako, zvimwe kushanda nesimba haisi mhinduro, asi kushanda neungwaru.

Ndingaita Sei Kuti Ndibudirire Ndichidzidza Ndiri Kumba

Vana vakawanda vava kudzidzira vari kumba. Pane zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti ubudirire kunyange uchidzidzira uri kumba.

Ko Kana Chikoro Chichindiomera?

Mudzidzisi wako anokubhowa here? Unoona sokunge kuti mamwe malesson kutambisa nguva here?

Ndoita Sei Kana Ndiri Kufoira Kuchikoro?

Kurega chikoro, chimbofunga zvinhu 5 zvaungaita kuti upase.

Unofanira Kusiya Chikoro Here?

Pane zvakawanda zvaunofanira kutanga wafunga.

Ungaitei Kana Uchishungurudzwa?

Vakawanda vanoshungurudzwa vanoona sokuti hapana chavangaita kuti vapedze dambudziko iri. Nyaya ino inotsanangura zvingaitwa kugadzirisa dambudziko iri.

Kudzidza Mumwe Mutauro Kwakanakirei?

Kuri nyore here? Asi kwakanakirei?

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?​—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?

Haufaniri hako kuva shasha yesayenzi kuti uratidze kuti zvinhu zvakaita zvokusikwa. Shandisa mavhesi ari nyore kutsanangura ari muBhaibheri.

Kuziva Upenyu

Ndingaita Sei Kuti Ndidzore Manzwiro Andinoita?

Manzwiro evari kuyaruka anochinja chinja. Izvi zvinoita kuti vanetseke. Zvinofadza kuti unogona kuziva zvinoita kuti unzwe saizvozvo wokwanisa kudzora manzwiro ako.

Ndingaitei Kuti Ndisaramba Ndichingofunga Kuti Pane Zvakaipa Zvichaitika?

Kutevedzera mazano ari munyaya iyi kunogona kukubatsira kuti usaramba uchingofunga zvakaipa.

Ndingadzora Sei Hasha Dzangu?

Mavhesi 5 anogona kukubatsira kuti udzore hasha dzako.

Ndingaita Sei Kuti Ndisazvidya Mwoyo?

Mazano 5 anogona kukubatsira kuti ukurire kuzvidya mwoyo.

Ndingatsungirira Sei Marwadzo Ekufirwa?

Zvinotora nguva kuti marwadzo ekufirwa aderere. Inzwa mazano ari munyaya ino woona kuti ndeapi anganyatsokubatsira.

Ndingaita Sei Kuti Nditsungirire Matambudziko Angu?

Vechiduku vanotaura zvakavabatsira kutsungirira matambudziko.

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Ndingashandisa Sei Nguva Yangu Zvakanaka?

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti ushandise nguva yako zvakanaka.

Ndingaita Sei Kuti Ndisarukutika?

Chii chinozvikonzera? Zvinogona kuitika kwauri here? Kana zvakadaro chii chaunogona kuita?

Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?

Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!

Ndingaita Sei Kuti Ndishandise Mari Yangu Zvakanaka?

Wakambopinda mushopu kuti ungoona kuti munei asi wobva wazobuda watotenga chinhu chinodhura here? Kana wakambozviita, nyaya ino ichakubatsira.

Ndingaita Sei Kana Pane Zvandakanganisa?

Munhu wose anokanganisa, asi havasi vose vanodzidza kubva pakukanganisa kwavo.

Ndingaita Sei Pandinoudzwa Zvandinofanira Kugadzirisa?

Vamwe vanhu vakaita semagirazi ekunwira mvura. Vakangotsiurwa zvishoma vanobva vaita sevatoputsika. Ndizvo zvauri here?

Nei Ndichifanira Kuva Munhu Akatendeseka?

Vanhu vasina kutendeseka havasi ivo vanowanzobudirira here?

Ndiri Munhu Anovimbwa Naye Here?

Vamwe vana vanopiwa rusununguko rwakakura kudarika vamwe. Sei zvichisiyana?

Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?

Ndepapi paunogona kutadziswa kuisa pfungwa dzako pachinhu chimwe chete nezvinhu zvakadai semafoni uye zvii zvaungaita kuti usavhiringidzwa.

Kudzidza Mumwe Mutauro Kwakanakirei?

Kuri nyore here? Asi kwakanakirei?

Ndava Kukwanisa Kugara Ndega Here?

Zvii zvaunofanira kutanga wafunga usati wasarudza kunogara wega?

Ndingaita Sei Kuti Ndisaramba Ndichinyara?

Usarasikirwa nemukana wekuwana shamwari uye kunakidzwa neupenyu.

Ko Kana Ndisiri Kukwana Pane Vamwe?

Chinokosha kupfuura chimwe ndechipi? Kukwana-kwana pavanhu vane tsika dzisina kunaka, kana kuti kuramba ndiri zvandiri?

Kuva Munhu Ane Tsika Kune Basa Here?

Tsika ndedzechinyakare here kana kuti dzinokosha?

Nei Ndichingogara Ndichirasika Pakutaura?

Ndezvipi zvinogona kukubatsira kuti utange wafunga, wozotaura?

Nei Ndichifanira Kukumbira Ruregerero?

Ona zvikonzero 3 nei uchifanira kuti ‘ndine urombo’ kunyange kana uchiona sekuti hausiri iwe wakakanganisa.

Nei Ndichifanira Kubatsira Vamwe?

Kubatsira vamwe kwakanakira zvinhu zvinenge zviviri. Ndezvipi?

Ndodii Kana Vanhu Vachindinyeya?

Ungaitei kana guhwa racho richisvibisa zita rako?

Ndingaita Sei Kana Shamwari Yangu Ikandirwadzisa?

Unofanira kuziva kuti hapana ushamwari husina zvinetso. Asi ungaita sei kana shamwari yako ikataura kana kuita zvinhu zvinokurwadza?

Ungaitei Kana Uchishungurudzwa?

Vakawanda vanoshungurudzwa vanoona sokuti hapana chavangaita kuti vapedze dambudziko iri. Nyaya ino inotsanangura zvingaitwa kugadzirisa dambudziko iri.

Kuzivikanwa Kwaunoitwa

Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?​—Chikamu 1: Nyaya Iyi Yakanangana Nevasikana

Vakawanda havazivi kuti pazvinhu zvavanoita vanenge vachitevedzera mumwe munhu.

Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?​—Chikamu 2: Nyaya Iyi Yakanangana Nevakomana

Kutevedzera vanhu vomuTV kunoita kuti vamwe vasanyanya kukufarira here?

Ndiri Munhu Anovimbwa Naye Here?

Vamwe vana vanopiwa rusununguko rwakakura kudarika vamwe. Sei zvichisiyana?

Ndingaita Sei Kuti Ndigone Kutaura Nevanhu?

Zvinhu 3 zvinogona kukubatsira kuti ugone kutanga kutaura nyaya nevanhu.

Nei Ndichifanira Kuva Munhu Akatendeseka?

Vanhu vasina kutendeseka havasi ivo vanowanzobudirira here?

Ndingaita Sei Pandinoudzwa Zvandinofanira Kugadzirisa?

Vamwe vanhu vakaita semagirazi ekunwira mvura. Vakangotsiurwa zvishoma vanobva vaita sevatoputsika. Ndizvo zvauri here?

Ndingadzidzisa Sei Hana Yangu?

Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei uye zvinhu zvaunokoshesa. Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei?

Ndinozviona Semunhu Asingakanganisi Here?

Ungaziva sei musiyano uripo pakati pekuita zvese zvaunokwanisa uye kuedza kuita zvinhu zvausingakwanisi?

Kuva Neshamwari Dzakawanda paSocial Media Kune Basa Here?

Vamwe vanhu vanoisa upenyu hwavo pangozi nekuda kuti vafarirwe nevanhu. Zvine basa here kuva neshamwari dzakawanda pasocial media?

Ndingaitei Kuti Ndisanyepedzera Kushumira Jehovha?

Matanho 4 anogona kukubatsira kusiya upenyu uhwu hweunyengeri.

Ndivanaani Vanoita Zvakanaka Vandinoda Kutevedzera?

Kuva nemunhu anoita zvakanaka wekutevedzera kuchakubatsira kuti usapinda muna taisireva uye uzadzise zvaunovavarira kuita muupenyu. Asi ndiani waunofanira kutevedzera?

Nei Ndichifanira Kubatsira Vamwe?

Kubatsira vamwe kwakanakira zvinhu zvinenge zviviri. Ndezvipi?

Ndingaita Sei Kana Pane Zvandakanganisa?

Munhu wose anokanganisa, asi havasi vose vanodzidza kubva pakukanganisa kwavo.

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Ndinoratidzika Sei?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinowanzoitwa nevakawanda zvausingafaniri kuita panyaya dzefashoni.

Uri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wako Here?

Kana uchinetseka nezvakaita muviri wako, zvii zvaungaita kuti usanyanya kunetseka?

Ndinofanira Kuiswa Tattoo Here?

Chii chingakubatsira kuti usarudze nekuchenjera?

Maitiro Asina Kunaka

Zvine Basa Here Kutaura Mashoko Akaora?

Chii chakaipira kutaura mashoko akaora?

Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Kuona zvinonyadzisira kwakafanana papi nokusvuta fodya?

Ndoita Sei Kana Ndisingachakwanisi Kurega Kuona Zvinonyadzisira?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kunzwisisa zvinorehwa nokuona zvinonyadzisira

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?

Unokwanisa kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete uye zvese zvichinyatsobuda zvakanaka here?

Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?

Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!

Zvaunoita Paunenge Wakazorora

Zvine Basa Here Kuti Ndinoteerera Nziyo Dzakaita Sei?

Sezvo nziyo dziine simba, inzwa zvaungaita kuti usarudze nziyo dzako nekungwarira.

Zvii Zvandinofanira Kuziva nezvemaVideo Game?

Ane zvaakanakira uyewo zvaakaipira zvaunogona kunge usina kumbofunga nezvazvo.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Panyaya Dzemitambo?

Ongorora mutambo waunotamba, matambiro aunouita, uye kuti unoutamba kwenguva yakawanda sei.

Ndingashandisa Sei Nguva Yangu Zvakanaka?

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti ushandise nguva yako zvakanaka.

Ndodii Kana Ndakabhowekana?

Kuenda paIndaneti ndiko kuzvigona here? Maonero aunoita anogona kubatsira here?

Pane Chakaipa Here Nekuvaraidzwa Nezvinhu Zvemidzimu?

Vakawanda vanofarira zvinhu zvakadai semadhimoni, mavampire, zvipoko uye zveuroyi. Pane here zvaunofanira kungwarira?

Nei Vabereki Vangu Vasingandipiwo Nguva Yokumbofara?

Ndinofanira kusvova kuti ndiende kunofara nevamwe here, kana kuti ndinofanira kutanga ndaudza vabereki vangu?

Bonde

Ndingakurira Sei Dambudziko Rokushungurudzwa Panyaya Dzepabonde?

Ona kuti chii chinonzi kushungurudzwa panyaya dzepabonde uye kuti unofanira kuitei kana ukashungurudzwa.

Kushungurudzwa Panyaya Dzepabonde—Chikamu 1: Ungaitei Kuti Usashungurudzwa?

Zvinhu 3 zvinogona kukubatsira kuti usashungurudzwa panyaya dzepabonde.

Ndingatsanangurira Sei Vamwe Zvandinotenda Panyaya Dzebonde?

Kana ukabvunzwa kuti: ‘Hauna mukomana?’ unogona here kutsanangura zvaunotenda uchishandisa Bhaibheri?

Kuita Bonde Nemumuromo Kunganzi Kuita Bonde Here?

Munhu anenge aita bonde nemumuromo angabva umhandara kana kuti ujaya here?

Ungochani Hwakaipa Here?

Bhaibheri rinodzidzisa kuti ngochani vanhu vakaipa here? MuKristu anogona here kufadza Mwari iye achinzwa kuda vamwe vanhurume kana kuti vamwe vanhukadzi?

Ndiri Mukomana Asi Ndinonzwa Ndichida Vakomana—Zvinoreva Here Kuti Ndiri Ngochani?

Zvakaipa here kunzwa uchida mukomana iwe uri mukomana? Woitei?

Ungaita Sei Kuti Usabvume Kufurirwa Kuita Zvebonde?

Ona dzimwe nhema nechokwadi panyaya yebonde. Nyaya ino ichakubatsira kuti uite zvisarudzo zvakanaka.

Ndingaita Sei Kuti Ndisaramba Ndichingofunga Bonde?

Ungaita sei kana ukatanga kufunga zvebonde?

Kuita Chitsidzo Chokusaita Zvepabonde Usati Waroora Kana Kuroorwa Kunobatsira Here?

Zvitsidzo izvozvo zvinokubatsira here kuti urege kuita zvepabonde kusvikira wazoroora kana kuti kuroorwa?

Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?

Pane vanhu vanoita kuti ude kutumira mameseji anonyadzisira here? Kuzviita kwakaipirei? Ingori nzira yokutamba kworudo isingakuvadzi here?

Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Kuona zvinonyadzisira kwakafanana papi nokusvuta fodya?

Ndoita Sei Kana Ndisingachakwanisi Kurega Kuona Zvinonyadzisira?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kunzwisisa zvinorehwa nokuona zvinonyadzisira

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Kupfimbana

Ndagadzirira Kudanana Nemumwe Munhu Here?

Zvinhu zvishanu zvinogona kukubatsira kuona kana wagadzirira kudanana nemumwe munhu uye kupinda muwanano.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Kana Ndiri Kudanana Nemumwe Munhu?

Zvinhu zvitatu zvekufunga nezvazvo rudo rwenyu zvarunowedzera kusimba.

Kutamba Nemwoyo Wemunhu Kwakaipa Here?

Kutamba nemwoyo wemunhu kuita sei chaizvoizvo? Nei vamwe vachizviita? Kune zvakwakaipira here?

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 1: Zvandiri kuona ndizvo here?

Wana mazano anogona kukubatsira kuziva kuti munhu ari kukuda here kana kuti ari kungoda kuvawo hake shamwari.

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 2: Zvandiri Kuita Zvinoita Kuti Afungei?

Shamwari yako ingaona sekuti uri kuda zvinodarika kungova shamwari chete here? Chimbonzwa mazano aya.

Kudanana—Chikamu 3: Torambana Here?

Unofanira kuramba uchidanana nemunhu wausisina chokwadi naye here? Nyaya ino ichakubatsira kuti ukwanise kusarudza zvekuita.

Ndingaita Sei Kuti Ndinzwe Zviri Nani Kana Ndarambana Nemumwe Munhu?

Inzwa zvaungaita kuti usaramba uchirwadziwa zvakanyanya.

Utano

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 1

Vechiduku 4 vanotsanangura zvinovabatsira kuti vatsungirire matambudziko avo ourwere uye kuti vasanyanya kuzvidya mwoyo.

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 2

Verenga unzwe kuti vamwe vechiduku vane urwere hwakaipisisa vari kurarama sei nourwere hwavo uye vari kuzviita sei kuti varambe vaine mafungiro akanaka.

Ndingaitei Kana Ndichirwara? (Chikamu 3)

Zvakaitika kune vechiduku vatatu vanewo zvirwere zviri kuvatambudza zvinogona kukubatsirawo.

Ndingaita Sei Kana Ndikaona Kuti Ndava Kutanga Kuyaruka?

Verenga nyaya ino unzwe zvinogona kuitika paunenge wava pazera rekuyaruka uye kuti ungaitei paunoona zvimwe zvinhu zvava kutanga kuchinja pauri.

Ndingaita Sei Kuti Ndisarukutika?

Chii chinozvikonzera? Zvinogona kuitika kwauri here? Kana zvakadaro chii chaunogona kuita?

Zvii Zvandinofanira Kuziva Panyaya Yekunwa Doro?

Inzwa zvaungaita kuti udzivise kunetsana nemapurisa, kusvibisa zita rako, kushungurudzwa pabonde, kupindwa muropa, uye kufa.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekuputa Uye Kuvhepa?

Unoona kuti hakusi kungonakidzwawo zvako sezvaunoona zvichiitwa nevanhu vakakurumbira kana kuti nevezera rako.

Ndingaita Sei Kuti Ndiwane Nguva Yakakwana Yekurara?

Zvinhu 7 zvinogona kukubatsira kuti uwane nguva yakakwana yekurara.

Chii Chingandipa Shungu Dzekuekisesaiza?

Kuekisesaiza kunokubatsira kuti ungova neutano hwakanaka chete here?

Ndingaita Sei Kuti Ndidye Zvekudya Zvinovaka Muviri?

Vechidiki vanokura vachidya zvisina utano vanowanzoramba vachingofarira zvekudya zvakadaro kana vakura, saka zvakanaka kuti utange kudya zvinovaka muviri iye zvino.

Ndingaita Sei Kuti Ndive Nemuviri Mutete?

Kana uchida kudzikira muviri, usafunga nezvekuzvinyima zvekudya asi tanga kurarama nenzira inoita kuti uve neutano hwakanaka.

Zvinhu Zvinogona Kukanganisa Pfungwa Dzedu

Ndingaita Sei Kuti Ndidzore Manzwiro Andinoita?

Manzwiro evari kuyaruka anochinja chinja. Izvi zvinoita kuti vanetseke. Zvinofadza kuti unogona kuziva zvinoita kuti unzwe saizvozvo wokwanisa kudzora manzwiro ako.

Ndingaitei Kuti Ndisaramba Ndichingofunga Kuti Pane Zvakaipa Zvichaitika?

Kutevedzera mazano ari munyaya iyi kunogona kukubatsira kuti usaramba uchingofunga zvakaipa.

Ndingaita Sei Kana Ndiine Depression?

Zviri munyaya ino zvinogona kukubatsira kuti unzwe zviri nani.

Ndingaita Sei Kuti Ndisazvidya Mwoyo?

Mazano 5 anogona kukubatsira kuti ukurire kuzvidya mwoyo.

Ndingadzora Sei Hasha Dzangu?

Mavhesi 5 anogona kukubatsira kuti udzore hasha dzako.

Ndinozviona Semunhu Asingakanganisi Here?

Ungaziva sei musiyano uripo pakati pekuita zvese zvaunokwanisa uye kuedza kuita zvinhu zvausingakwanisi?

Ndingatsungirira Sei Marwadzo Ekufirwa?

Zvinotora nguva kuti marwadzo ekufirwa aderere. Inzwa mazano ari munyaya ino woona kuti ndeapi anganyatsokubatsira.

Ndingaita Sei Kuti Nditsungirire Matambudziko Angu?

Vechiduku vanotaura zvakavabatsira kutsungirira matambudziko.

Ko Kana Ndisingachadi Zvekurarama?

Mazano 4 anogona kukubatsira kuti usaona sekuti kufa kuri nani.

Ungaitei Kana Uchishungurudzwa?

Vakawanda vanoshungurudzwa vanoona sokuti hapana chavangaita kuti vapedze dambudziko iri. Nyaya ino inotsanangura zvingaitwa kugadzirisa dambudziko iri.

Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?

Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.

Kushandisa Social Media Kuri Kundikanganisa Here?

Social media inopinda muropa. Mazano aya anogona kukubatsira.

Ndingaita Sei Kana Ndikaona Kuti Ndava Kutanga Kuyaruka?

Verenga nyaya ino unzwe zvinogona kuitika paunenge wava pazera rekuyaruka uye kuti ungaitei paunoona zvimwe zvinhu zvava kutanga kuchinja pauri.

Sei Ndichizvicheka-cheka?

Vechiduku vakawanda vane dambudziko rokuzvikuvadza. Kana uchiita zvinhu izvi ungawanepi rubatsiro?

Ndingaita Sei Kuti Ndisarukutika?

Chii chinozvikonzera? Zvinogona kuitika kwauri here? Kana zvakadaro chii chaunogona kuita?

Kunamata

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?​—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?

Haufaniri hako kuva shasha yesayenzi kuti uratidze kuti zvinhu zvakaita zvokusikwa. Shandisa mavhesi ari nyore kutsanangura ari muBhaibheri.

Nei Ndichifanira Kunyengetera?

Munyengetero inongova nzira yekuti munhu anzwe zviri nani here, kana kuti pane zvimwe zvaunoita?

Nei Tichipinda Misangano paImba yeUmambo?

Zvapupu zvaJehovha zvinoita misangano kaviri pavhiki panzvimbo dzinonzi Dzimba dzeUmambo. Chii chinoitwa ipapo, uye uchabatsirwa sei kana ukapindawo?

Ndingaitei Kuti Ndisanyepedzera Kushumira Jehovha?

Matanho 4 anogona kukubatsira kusiya upenyu uhwu hweunyengeri.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?—Chikamu 1: Kudzidza Bhaibheri

Dai waizonhonga bhokisi rekare uye rinoratidza kuti rine zvinhu zvinokosha, waizorega here kurivhura kuti uone zvinhu zvirimo? Ndizvo zvakaita Bhaibheri. Rine zvinhu zvakawanda zvinokubatsira.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?—Chikamu 2: Nakidzwa Nekuverenga Bhaibheri

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti unakidzwe nekuverenga Bhaibheri.

Ndingadzidzisa Sei Hana Yangu?

Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei uye zvinhu zvaunokoshesa. Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei?

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 1: Kubhabhatidzwa Kunorevei?

Kana uchifunga nezvekubhabhatidzwa, unofanira kutanga wanzwisisa kuti kubhabhatidzwa kunorevei.

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 2: Kugadzirira Kubhabhatidzwa

Pindura mibvunzo iyi kuti uone kuti wagadzirira here kubhabhatidzwa.

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 3: Chii Chiri Kunditadzisa?

Kana uchitya kuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa, nyaya ino ichakubatsira kukunda kutya ikoko.

Zvii Zvandinofanira Kuzoita Kana Ndabhabhatidzwa?—Chikamu 1: Ramba Uchiita Zvakanaka

Pashure pekunge wabhabhatidzwa, ramba uchisimbisa ushamwari hwako naMwari. Ramba uchidzidza Bhaibheri, uchinyengetera, uchiparidza, uye uchipinda misangano yechiKristu.

Zvii Zvandinofanira Kuzoita Kana Ndabhabhatidzwa?—Chikamu 2: Ramba Wakaperera

Verenga unzwe zvaungaita kuti urambe uchiita zvawakavimbisa Jehovha pawakabhabhatidzwa.

Nyaya Dzakabuda Mumakore Apfuura

Nyaya dziri muMukai! Dzinoti “Vechidiki Vanobvunza Kuti”

Verenga nyaya dzine musoro unoti “Vechidiki Vanobvunza Kuti” dzakabudiswa muMukai! kubva muna 1982 kusvika muna 2012.

Unoziva Sei Kuti Munhu Uyu Ndiye Wako?

Zvii zvaungaita kuti unyatsoona zvakaita munhu wauri kufarira?

Munofanira Kurambana Here?—Chikamu 1

Wanano ndeyeupenyu hwose. Saka kana uchifunga ruviri nezvemunhu wauri kudanana naye, zviri nani kuti musiyane!

Tinofanira Kurambana Here? (Chikamu 2)

Kurambana hakusi nyore. Ndeipi nzira yakanaka yokuti murambane? Zvii zvaungaita kuti usaramba uchirwadziwa kana marambana?