RAIBHURARI

MaBhaibheri

Shona
MaBhaibheri
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1011208/univ/wpub/1011208_univ_sqr_xl.jpg

MaBhaibheri

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene rakarurama uye riri nyore kuverenga. Rakabudiswa rakazara kana kuti mamwe mabhuku aro mumitauro 352. Kusvika pari zvino takaprinda maBhaibheri 565 112 175. Kuti uzive zvakawanda nezveBhaibheri iri, ona nyaya yakanzi “Zvapupu zvaJehovha Zvine Bhaibheri Razvo Here?” uye yakanzi “Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakarurama Here?”

Mune mimwe mitauro, takabvumirwa kuprinda mamwe maBhaibheri anonyanya kushandiswa nevanhu.

ONA