Zvapupu zvaJehovha—Pasi Rese

  • 241—Nyika dzinowanikwa Zvapupu zvaJehovha

  • 9 205 326—Zvapupu zvaJehovha

  • 7 603 182—Zvidzidzo zveBhaibheri zvinoitiswa pasina mari inobhadharwa

  • 20 635 015—Vanhu vakapinda Chirangaridzo Chorufu rwaKristu chinoitwa gore negore

  • 119 652—Ungano

 

Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Tinobva munyika dzakasiyana siyana uye tine tsika dzakasiyana. Unogona kunge uchiziva nezvebasa rese redu rekuparidza, asi tine zvimwe zvinokosha zvatinoitawo kuti tibatsire vanhu vari munharaunda dzekwatinogara.

Onawo

MABHUKU

Mushumo Wegore Rebasa weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese ra2025

Ona mushumo unoratidza basa rekuparidza rakaitwa neZvapupu zvaJehovha kubva muna September 2024 kusvika muna August 2025.

NHARIREYOMURINDI

Unoona Sei Zvapupu zvaJehovha?

Pane here zviri munyaya iyi zvinoenderana nemafungiro ako?