Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona
  • Gurgeniani, Georgia​—Kupa munhu bhurocha rinonzi BhaibheriRinombotaura Nezvei?

Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017

Georgia

Verenga nezvenyaya inobaya mwoyo yerudo, kutenda, kuvimbika uye ushingi zvakaratidzwa zvinhu pazvainge zvakanaka uye zvakaoma. Nhoroondo yesangano reZvapupu zvaJehovha muGeorgia.

NHARIREYOMURINDI

Pfuma Yakavanzwa Kwemazana Emakore

Ona kuti shanduro yekare kupfuura dzose yeBhaibheri remutauro wechiGeorgian yakawanikwa sei.