Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona
  • Zurich, Switzerland​—Kuzivisa mashoko emuBhaibheri vachishandisa zvikwangwani zvavakabata

  • Montreux, Switzerland​—Kuratidza munhu mabhuku anotaura nezveBhaibheri pedyo neChâteau de Chillon

  • Lucerne, Switzerland​—Kuratidza vhidhiyo inotaura nezveBhaibheri iri pajw.org

  • Lavaux, Switzerland​—Kuparidza mashoko emuBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Switzerland

  • Vagari vemo—8 482 152
  • Zvapupu zvaJehovha—19 354
  • Ungano—272
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa438