Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha

Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

Mateu 28:19, 20 inotaura matanho matatu anodiwa.

Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

Mateu 28:19, 20 inotaura matanho matatu anodiwa.

Chii Chinonzi Dare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha?

Vari muDare Rinotungamirira ndivo varidzi vesangano redu here?

Ndezvipi Zvinotendwa neZvapupu zvaJehovha?

Inzwa muchidimbu zvinhu 15 zvatinotenda.

Zvapupu zvaJehovha Zvinotenda Muna Jesu Here?

Ona kuti sei kutenda muna Jesu kuchikosha kuvaKristu vechokwadi.

Zvapupu zvaJehovha Zvinofunga Kuti Ndizvo Zvine Chitendero Chechokwadi Here?

Jesu akati kune migwagwa yakawanda inoita kuti vanhu vaponeswe here?

Zvapupu zvaJehovha Zvinofunga Kuti Ndizvo Chete Zvichaponeswa Here?

Bhaibheri rinotaura kuti ndivanaani vachaponeswa.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoshora Zvimwe Zvitendero Here?

Ona kuti sei vaKristu vechokwadi vachizivikanwa nokusashora zvimwe zvitendero.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingabvumi Kuwedzerwa Ropa?

Pane nhema dzakawanda dzinotaurwa nevanhu vachipomera Zvapupu zvaJehovha panyaya yokuwedzerwa ropa. Ona kuti isu takamira papi panyaya iyoyo.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoramba Kubayiwa Mishonga Yekudzivirira Zvirwere Here?

Mazano maviri emuBhaibheri anobatsira pakusarudza kuti wobayiwa mishonga yekudzivirira zvirwere here kana kuti kwete.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoti Mazuva 6 Akasikwa Zvinhu Aiva Akareba Maawa 24 Here?

Unoziva here kuti zvimwe zvinotaurwa nevamwe vanoti zvinhu zvose zvakasikwa mumazuva 6 aiva akareba maawa 24 zvinopesana neBhaibheri?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Sainzi?

Zvavanotenda zvinopindirana here nezvakawanikwa mutsvakurudzo dzesainzi?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoshandisa Testamende Yekare Here?

Pane zvimwe zvikamu zveBhaibheri zvisingachashandi here? Ona kuti vaKristu vangabatsirwa sei pavanoverenga nyaya dzinokosha dzakaitika kare uye mazano anobatsira avanowana muMagwaro echiHebheru.

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvakachinja Zvimwe Zvazvaitenda?

Kana paine zvinofanira kugadziridzwa pamanzwisisirwo emagwaro, hatifaniri kushamiswa nazvo. Pane zvimwe zviitiko zvinotaurwa muBhaibheri, vanamati vaMwari vaitofanirawo kugadzirisa maonero avo.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingashandisi Muchinjikwa?

Kunyange zvazvo tiri vaKristu, isu hatishandisi muchinjikwa. Chikonzero nei?

Zvapupu zvaJehovha Zvinobatana Nemamwe Machechi Here Pakunamata?

Ndezvipi zvinotaurwa neBhaibheri zvinoita kuti vadaro?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoshandisa Sei Mari Yezvipo?

Zvapupu zvinoshandisa mari yezvipo kuti zvipfume here?

Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

Inzwa kuti tinowana sei nhamba yeZvapupu zvaJehovha.

Ndiani Akatanga Chitendero cheZvapupu zvaJehovha?

Verenga kuti uone kuti sei tichiti Charles Taze Russell haana kutanga chitendero chitsva.

Zvapupu zvaJehovha Zvinowanepi Mari Yekuita Basa Razvo?

Hatiiti zvinoitwa nemamwe machechi kuti awane mari.

Zvapupu zvaJehovha Zvinopa Chegumi Here?

Zvapupu zvaJehovha zvinotemerwa mari yazvinofanira kubvisa here?

Zvapupu zvaJehovha Zvine Vakuru Vanobhadharwa Here?

Mune zvinzvimbo here? Ndivanaani vanoshumira sevashumiri vakagadzwa?

Zvapupu zvaJehovha Zvinobvumira Vanhukadzi Kuparidza Here?

Pabasa rokuparidza rinoitwa neZvapupu zvaJehovha pasi rose, vanhukadzi chii chavanoitawo?

Ungano dzeZvapupu zvaJehovha Dzakarongwa Sei?

Ona kuti tinotungamirirwa uye tinopiwa sei mirayiridzo pachishandiswa urongwa uhwu.

Chii Chinonzi Dare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha?

Vari muDare Rinotungamirira ndivo varidzi vesangano redu here?

Chii Chinonzi Watch Tower Bible and Tract Society?

Rinobatana papi nebasa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha?

Nei veZvapupu zvaJehovha Vasingapinduri Zvese Zvese Zvavanopomerwa?

VeZvapupu zvaJehovha pavanopomerwa zvinhu zvenhema, vanoshandisa zvinotaurwa neBhaibheri kuti vazive “nguva yokunyarara nenguva yokutaura.”—Muparidzi 3:7.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba?

Ona kuti Jesu akaudza vadzidzi vake vepakutanga-tanga kuitei.

Zvapupu zvaJehovha Zviri Kuparidza Paimba Neimba Nechinangwa Chokuti Vagoponeswa Here?

Ona zvatinotenda nezvekuponeswa uye kuti kuponeswa kunowanikwa sei.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidzira Vanhu Vanotova Nechitendero Chavo?

Chii chinoita kuti tide kuparidzira vanhu vanotova nechitendero chavo?

Zvapupu zvaJehovha Zvinomanikidza Vanhu Kuti Vasiye Machechi Avo Here?

Zvapupu zvaJehovha zvinoita basa rokutendeutsa vanhu here? Zvinomanikidza vanhu kuti vasiye machechi avo here?

Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?

Paunoita kosi yeBhaibheri inoitiswa neZvapupu zvaJehovha, unogona kushandisa chero Bhaibheri raunaro. Mhuri yako neshamwari vanogona kuvapowo paunenge uchidzidza.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoita Basa Roumishinari Here?

Ndivanani vanoita basa roumishinari uye nemhaka yei? Munodzidziswa here kuita basa iri?

Zvapupu zvaJehovha Zvinobvumira Vanhukadzi Kuparidza Here?

Pabasa rokuparidza rinoitwa neZvapupu zvaJehovha pasi rose, vanhukadzi chii chavanoitawo?

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingadani Nzvimbo Yazvinonamatira Kuti Chechi?

Ona kuti mashoko okuti “Imba yoUmambo yeZvapupu zvaJehovha” anobvepi uye sei tichiashandisa.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingashandisi Muchinjikwa?

Kunyange zvazvo tiri vaKristu, isu hatishandisi muchinjikwa. Chikonzero nei?

Nei Maitiro Anoita Zvapupu zvaJehovha Chirayiro chaShe Achisiyana Nezvinoitwa Nemamwe Machechi?

Ndicho chiitiko chinonyanya kukosha kuZvapupu zvaJehovha, chinonziwo Chirangaridzo. Inzwa kuti Bhaibheri rinoti kudii nezvechiitiko ichi.

Zvapupu zvaJehovha Zvinobatana Nemamwe Machechi Here Pakunamata?

Ndezvipi zvinotaurwa neBhaibheri zvinoita kuti vadaro?

Zvapupu zvaJehovha Zvine Bhaibheri Razvo Here?

Kushandisa shanduro dzakasiyana-siyana dzeBhaibheri kunokubatsira chaizvo pakuridzidza. Zvinhu zvitatu zvakanakira kuti ushandise Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene pakudzidza kwako.

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakarurama Here?

Nei Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva rakasiyana nemamwe maBhaibheri?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoshandisa Testamende Yekare Here?

Pane zvimwe zvikamu zveBhaibheri zvisingachashandi here? Ona kuti vaKristu vangabatsirwa sei pavanoverenga nyaya dzinokosha dzakaitika kare uye mazano anobatsira avanowana muMagwaro echiHebheru.

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingaiti Zvematongerwo Enyika?

Zvine mwoyo wokuda kuzopandukira hurumende here?

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingabatanidzwi Mumhemberero Dzekurumbidza Nyika?

Zvavanosarudza zvinoratidza kuti vane divi rezvematongerwo enyika ravanotsigira here?

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingaendi Kuhondo?

Pasi rese Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nekusaenda kuhondo. Zvinoreva here kuti vanogona kupandukira hurumende? Inzwa zvikonzero zvinoita kuti tisaenda kuhondo.

Zvapupu zvaJehovha zvinobatsira vanenge vawirwa nenjodzi here?

Ona kuti tinobatsira sei vanenge vawirwa nenjodzi kusanganisira vatisinganamati navo.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoenda Here Kuchipatara?

Vamwe vanhu vanofunga kuti Zvapupu zvaJehovha hazvibvumi kurapwa chero nemushonga upi zvawo. Ichokwadi here?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoramba Kubayiwa Mishonga Yekudzivirira Zvirwere Here?

Mazano maviri emuBhaibheri anobatsira pakusarudza kuti wobayiwa mishonga yekudzivirira zvirwere here kana kuti kwete.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingabvumi Kuwedzerwa Ropa?

Pane nhema dzakawanda dzinotaurwa nevanhu vachipomera Zvapupu zvaJehovha panyaya yokuwedzerwa ropa. Ona kuti isu takamira papi panyaya iyoyo.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Dzidzo?

Zvii zvinotanga zvafungwa neZvapupu zvaJehovha pazvinenge zvichida kusarudza dzidzo?

Zvapupu zvaJehovha Zvinomanikidza Vana Vazvo Kutenda Zvavanotenda Here?

Zvapupu zvaJehovha zvinoda kuti vana vazvo vave neupenyu hwakanaka, sezvinongoitawo vabereki vese. Vanodzidzisa vana vavo zvinhu zvavanofunga kuti zvinovabatsira.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoparadza Mhuri Here Kana Kuti Zvinodzivaka?

Dzimwe nguva Zvapupu zvaJehovha zvinopomerwa kuparadza mhuri. Asi ndizvo here kuti Zvapupu ndizvo zvinokonzera kusawirirana?

Zvapupu zvaJehovha Zvine Mitemo Here Panyaya Dzekupfimbana?

Nyaya dzekupfimbana chinhu chokungotambawo nacho here?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Nyaya Yekurambana?

Zvapupu zvaJehovha zvinobatsira here vanhu vane wanano dzisiri kufamba zvakanaka? Vakuru veungano vanofanira here kuudza chimwe Chapupu kuti chirambane nemumwe wacho?

Zvapupu zvaJehovha Zvinorambidza Mamwe Mafirimu, Mabhuku, Kana Kuti Nziyo Here?

MuKristu anofanira kufunga nezvei pakusarudza zvinhu zvinomuvaraidza?

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Mamwe Mazororo?

Inzwa mhinduro dzemibvunzo mitatu panyaya yekuti nei Zvapupu zvaJehovha zvisingapembereri mazororo.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Krisimasi?

Vanhu vakawanda vanopemberera Krisimasi kunyange zvazvo vachiziva kuti zvakatangira kuvanhu vasinganamati. Ona kuti sei Zvapupu zvaJehovha zvisingapembereri.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Isita?

Vakawanda vanoona sokuti Isita imhemberero inoitwa nevaKristu. Sei Zvapupu zvaJehovha zvisingaipembereri?

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Mazuva Okuberekwa?

Verenga unzwe zvinhu 4 zvinoitwa pamhemberero dzemazuva okuberekwa zvisingafarirwi naMwari.

Michato yeZvapupu zvaJehovha Inoitwa Sei?

Vanhu vanogona kusarudza zvakasiyana-siyana asi pane chimwe chinhu chinoitwa ipapo chakafanana.

Nei Maitiro Anoita Zvapupu zvaJehovha Chirayiro chaShe Achisiyana Nezvinoitwa Nemamwe Machechi?

Ndicho chiitiko chinonyanya kukosha kuZvapupu zvaJehovha, chinonziwo Chirangaridzo. Inzwa kuti Bhaibheri rinoti kudii nezvechiitiko ichi.

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Mariro?

Zvisarudzo zvinoitwa neZvapupu panyaya dzemariro, zvinobva pazvinhu zvavanonyatsotenda pamusoro perufu. Saka chii chinovatungamirira pakusarudza?

Zvapupu zvaJehovha vaKristu Here?

Tapota ona kuti takasiyana sei nezvitendero zvinozviti ndezvechiKristu.

Zvapupu zvaJehovha Zvakabuda Muchechi yeRoma Here?

Pane zvinhu zviviri zvinosiyanisa Zvapupu zvaJehovha nemachechi akabuda muRoma ayo anozviti ndeechiKristu.

Zvapupu zvaJehovha Chitendero chokuAmerica Here?

Ongorora zvinhu zvina nezvesangano iri rinowanikwa pasi rose.

Zvapupu zvaJehovha Isangano Rakatangwa Nemunhu Here?

Enzanisa zvinowanzotaurwa nevanhu nezvesangano rakatangwa nemumwe munhu nechokwadi pamusoro peZvapupu zvaJehovha.

Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

Inzwa kuti tinowana sei nhamba yeZvapupu zvaJehovha.

Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

Mateu 28:19, 20 inotaura matanho matatu anodiwa.

Kana Ndikadzidza Bhaibheri neZvapupu zvaJehovha, Ndinofanira Kuzova Mumwe Wavo Here?

Pasi rese Zvapupu zvaJehovha zviri kudzidzisa mamiriyoni evanhu Bhaibheri zvisingavabhadharisi. Asi kana ukadzidza nesu Bhaibheri, zvinoreva here kuti unofanira kubva watobatanawo nesu?

Munhu Anogona Here Kuti Haachadi Kuva Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

Pane zvinhu zviviri zvinoratidza kuti munhu haachadi kuva Chapupu.

Zvapupu zvaJehovha Zvinovenga Here Vanhu Vanenge Vasingachanamati Navo?

Dzimwe nguva zvakakodzera kudzinga uye kuita izvozvo kunogona kubatsira munhu kuti adzoke muungano.