Nhoroondo Dzekare Uye Bhaibheri

Bhaibheri rakasiyana nemamwe mabhuku pakuchengetedzwa kwarakaitwa, kushandurwa kwaro, uye kuwanikwa kwaro nevanhu vakawanda. Pane zvitsva zviri kuwanikwa zvinonyatsoratidza kuti zviri muBhaibheri ndezvechokwadi. Pasinei nekuti uri wechitendero chipi, uchaona kuti Bhaibheri rakasiyana nemamwe mabhuku.

DZIMWE NYAYA

Miziyamu yeBhaibheri Iri Kubazi reBelgium Inoratidza Zvakaitwa Kuti Shoko raMwari Richengetedzwe

Kushandurwa uye kubudiswa kweBhaibheri pasinei nekuti zvaigona kuita kuti munhu atambudzwe kana kutourayiwa.

Bhaibheri Harinyepi Parinotaura Nyaya Dzakaitika Kare

Mabhuku Nezvimwewo

Bhaibheri​—Rinombotaura Nezvei?

Chii chinonyanya kutaurwa nezvacho muBhaibheri?