Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Raibhurari yeWatchtower

Raibhurari yeWatchtower

Raibhurari yeWatchtower ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku eZvapupu zvaJehovha. Inewo bhuku rinotsanangura mashoko ari muBhaibheri rinonzi Insight on the Scriptures, nemamwewo mabhuku. Inewo bhuku rinobatsira pakutsvakurudza, rinonzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza. Unogona kutsvaga shoko, mashoko, kana kuti vhesi mune chero remabhuku aya.

 

Kuisa Raibhurari yeWatchtower

Dhaunirodha uye isa Raibhurari yeWatchtower pakombiyuta pako.

Kuisa Zvinhu Zvitsva paRaibhurari yeWatchtower

Ita kuti Raibhurari yeWatchtower idhaunirodhe zvitsva paIndaneti, kana kuti dhaunirodha faira racho woisa zvitsva wega paRaibhurari yeWatchtower iri pakombiyuta yako.

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa—Raibhurari yeWatchtower

Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa.