ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Shona
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1011202/univ/art/1011202_univ_sqr_xl.jpg

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Bhaibheri rinombodzidzisei chaizvo? Sarudza mubvunzo kubva pachikamu chawada pane zviri pasi apa.

Bhaibheri Rinodzidzisa Kuti Nyika Yakati Sandara Here?

Bhuku iri rekare rinotaura chokwadi here?

Bhaibheri Rinodzidzisa Kuti Nyika Yakati Sandara Here?

Bhuku iri rekare rinotaura chokwadi here?

Bhaibheri

Kutenda Uye Kunamata

Dzidziswa Bhaibheri neZvapupu zvaJehovha

Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?

Bhaibheri riri kupa mhinduro dzemibvunzo inokosha muupenyu kumamiriyoni akawanda evanhu panyika. Unodawo here kubatsirwa?

Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?

Pasi rose Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nokukurukura nevanhu Bhaibheri. Tarisa uone maitiro avanoita.

Kumbira Kushanyirwa

Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.