Kero Nefoni Yedu

Tinoda chaizvo kubatsira vese vanoda kuziva zvakawanda nezveBhaibheri kana kuti basa redu rekuparidza. Shandisa imwe yenzira dziri pasi apa kuti ubate Zvapupu zviri kwaunogara.