Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?
DZIMWE NZIYO
“Unokosha Kupfuura Tushiri Twakawanda”
Unogona kufunga kuti haukoshi, asi Jehovha anokukoshesa. Rwiyo urwu runotiyeuchidza kuti kunyange zvazvo tichinzwa sekuti hapana ari kutionawo, Jehovha nevatinonamata navo vanotikoshesa chaizvo.
MUKAI!
Zvaungaita Kana Uchisurukirwa
Ona kuti nei vanhu vakawanda vari kusurukirwa uye dzidza kuti ungaita sei kuti ukunde dambudziko rekusurukirwa wokwanisa kuvawo nevamwe vanhu vaunowirirana navo.
MIMHANZI
Mimhanzi Inobva Pasi Rese
ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?
Kusadunduvira Kunoita Ropa Rekadatya Kanonzi Glass Frog—Zvakangoitika Zvega Here?
Kadatya aka kanoendesa masero matsvuku akawanda muchiropa chako uye kakawanda izvi zvinokonzera kudunduvira kweropa zvoita kuti pave nekurasikirwa neupenyu. Asi chii chinoita kuti kasafa?
NYAYA DZEUPENYU
Josette Garcia: Kuparidza Kwemakore Anopfuura 40 Mune Imwe Yenyika Dzinopisa Chaizvo
Upenyu hwekuMali hwainge hwakaoma kuna Josette. Asi akawana mufaro wekushumira ikoko kwemakore akawanda sapiyona chaiye uye semumishinari.
DZIMWE NYAYA
Bhaibheri Ringabatsira Sei Vanenge Varwadziswa Nematsotsi?
Uri kushungurudzika here nemhaka yezvimwe zvinhu zvakaitika kwauri? Ona zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti unzwe zviri nani.

