NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA July 2024

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaSeptember 9–​October 6, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 27

Iva Neushingi saZadhoki

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 9-​15, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 28

Unokwanisa Kusiyanisa Chokwadi Nenhema Here?

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 16-​22, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 29

Ramba Uchingwarira Muedzo

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 23-​29, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 30

Zvidzidzo Zvinokosha Zvatinowana Pamadzimambo eIsraeri

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 30–​October 6, 2024.

Chii Chichakubatsira Kuti Ujaire Ungano Itsva?

VaKristu vakawanda vakabudirira pakutamira kuungano itsva. Zvii zvaungaita uye zvingaitwa nevakuru paunotama? Ona zvinhu 4 zvichakubatsira paunenge watama.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Ndiani “mukadzi” anotaurwa pana Isaya 60:1? ‘Anosimuka’ uye ‘anovheneka’ sei?