Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW Library

JW Library App ndeyepamutemo uye yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha. Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakudzidza Bhaibheri.

 

Zvakaita Bhaibheri

  • Sarudza shanduro yeBhaibheri yauri kuda pa6 dziripo.

  • Baya nhamba yevhesi kuti uone kuti vhesi yacho inoti chii mune mamwe maBhaibheri.

  • Kuti uone mamwe mashoko nezvevhesi yaunenge wasarudza, baya chiratidzo chinenge chiripo.

 

Mashandisiro

  • Ita zvokutsvara kuti uvhure.

  • Isa kadhi pavhesi kana kuti chitsauko kuti ukurumidze kudzokera pawanga uchiverenga.

  • Kana uchida kukurumidza kuenda pane zvawakambovhura tarisa pakanzi Zvandakambovhura.

  • Kana paine mashoko auri kutsvaka pachinhu chauri kuverenga anyore pakanzi Tsvaga.

 

Zvitsva Zvichawedzerwa

  • Kukwanisa kumaka mashoko anobuda paunenge wabaya link

  • Pachange pava neThe New World Translation of the Holy Scriptures–Study Edition

  • Kukwanisa kunyora manotsi paunenge uchidzidza