Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Library (iOS)

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Library (iOS)

JW Library inoshanda zvakanaka pazvinhu izvi zveApple:

  • iPad 2 zvichienda mberi (ine iOS 8.0 zvichienda mberi)

  • iPhone 4 zvichienda mberi (ine iOS 8.0 zvichienda mberi)

  • iPod touch 5th generation (ine iOS 8.0 zvichienda mberi)

 

Nokufamba kwenguva mimwe mitauro ichange ichiwedzerwa. Kuti uone mitauro inenge yawedzerwa, baya pakanzi Mutauro.

Macolour aya anoenderana nezvikwata 8 zvinotsanangurwa paMubvunzo 19 mukabhuku kanonzi Zviri muShoko raMwari.

 

JW Library inoshanda zvakafanana. Asi maapudheti ayo anobudiswa panguva dzakasiyana-siyana zvichienderana nokuti uri kushandisa Android here, Windows, Apple here, zvichingunodaro.

 

Aiwa. Kana ukabvisa JW Library, woiisazve mufoni mako patsva, mabookmark ako nezvawanga wamaka hauzozvioni. Asi kana ukabvisa bhuku mufoni mako, woridhaunirodha patsva, mabookmark nezvawanga wakamaka unozviwana zviripo.

 

Unogona kubatsirwa nemumwe anoziva JW Library. Kana zvaramba taura nehofisi yebazi iri pedyo nekwaunogara.