Kutenda Muna Mwari
Kutenda kunoita kuti urambe wakadzikama uye uve netariro yechokwadi yeramangwana. Bhaibheri rinogona kukubatsira pasinei nekuti hauna kumbobvira wava nekutenda muna Mwari, hausisina kutenda maari kana kuti uri kuda kusimbisa kutenda kwako.
NHARIREYOMURINDI
Sei Vanhu Vachiti Mwari Ane Utsinye?
Vakawanda vanofunga kuti Mwari ane utsinye kana kuti haana basa nevanhu. Bhaibheri rinotii?
NHARIREYOMURINDI
Sei Vanhu Vachiti Mwari Ane Utsinye?
Vakawanda vanofunga kuti Mwari ane utsinye kana kuti haana basa nevanhu. Bhaibheri rinotii?