Mabhurocha Uye Tubhuku

Mabhurocha uye tubhuku twedu zvinotaura nyaya dzakasiyana-siyana dzinotaurwa neBhaibheri. Mashoko arimo anopfuura anowanikwa mumaturakiti kana mune dzimwewo nyaya dzinobuda asi haazowandi kupfuura anowanikwa mumabhuku.

ONA