Rubatsiro rwepaIndaneti

Kushandisa JW.ORG

Verenga unzwe mashandisiro aungaita jw.org. Mirayiridzo yacho inokubatsira kuti utsvage zvaunoda kana kuzvidhaunirodha.

JW Library

Dzidza kuti ungashandisa sei zvinhu zvakasiyana-siyana zviri paJW Library. Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa nevakawanda.

Raibhurari yeWatchtower

Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakutsvakurudza nyaya dziri muBhaibheri.