Rugare Uye Mufaro
Patinosangana nematambudziko akakura tinogona kunzwa sekuti hatizombofi takava nemufaro uye rugare rwemupfungwa. Kunyange zvakadaro Bhaibheri riri kubatsira vanhu vakawanda kuti vatsungirire matambudziko ezuva nezuva uye riri kuvapa rugare rwepfungwa nechinangwa muupenyu. Bhaibheri rinogona kukubatsirawo kuti ufare.
MUKAI!
Nzira Yekuwana Mufaro—Kugutsikana Uye Kuva Nerupo
Vakawanda vanoti mufaro unobva pakuva nepfuma. Asi ichokwadi here kuti pfuma ndiyo inoita kuti munhu afare? Ongororo dzakaitwa dzinoratidzei?
MUKAI!
Nzira Yekuwana Mufaro—Kugutsikana Uye Kuva Nerupo
Vakawanda vanoti mufaro unobva pakuva nepfuma. Asi ichokwadi here kuti pfuma ndiyo inoita kuti munhu afare? Ongororo dzakaitwa dzinoratidzei?
Kutsungirira Matambudziko
Utano
Basa Uye Mari
Ushamwari
Tsika Dzakapinda Muropa
Bhaibheri Rinochinja Upenyu
Vanhu vakasiyana-siyana vanotsanangura kuti vakaziva sei chinangwa cheupenyu uye kuti vakava sei neushamwari naMwari.
Apo Mumwe Munhu Waunoda Anofa
Wakafirwa here? Ungada mazano anokunyaradza paunenge wafirwa here?
Mhuri Yenyu Inogona Kufara
Munogona kuva newanano inofadza uye mhuri inofara nokushandisa zvinotaurwa neBhaibheri.
Dzidziswa Bhaibheri neZvapupu zvaJehovha
Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?
Bhaibheri riri kupa mhinduro dzemibvunzo inokosha muupenyu kumamiriyoni akawanda evanhu panyika. Unodawo here kubatsirwa?
Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?
Pasi rose Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nokukurukura nevanhu Bhaibheri. Tarisa uone maitiro avanoita.
Kumbira Kushanyirwa
Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.

