Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW LIBRARY

Kana Uchishandisa Android

JW Library App ndeyepamutemo uye yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha. Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakudzidza Bhaibheri.

 

 

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa

JW Library inoshanda here patablet yangu?

JW Library ine mabhuku emutauro wangu here?

Nei mabhuku omuBhaibheri akaiswa muzvikwata zvine ruvara rwakasiyana-siyana?

Kana ndichishandisa Android nei ndisingakwanisi kuona Kingdom Interlinear?

Nemhaka yei mabudiro anoita JW Library achisiyana-siyana?

Ndingaita sei kana ndichida kubatsirwa kana kupawo mazano?