Mabasa Anoitwa neZvapupu zvaJehovha

Kuparidza Kwatinoita Pachena

Mushandirapamwe Wakaitwa kuLapland

Inzwa kufara kwakaita vanhu vekuLapland pavakaparidzirwa neZvapupu zvaJehovha.

Basa Redu Rokubudisa Mabhuku

Kubudiswa kweShanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa muchiSpanish

Shoko rimwe chete muchiSpanish rinogona kureva zvakasiyana-siyana zvichienderana nenzvimbo. Vashanduri vaigona sei kubudisa Bhaibheri rinonzwisiswa nevaverengi vechiSpanish pasi rese?

Zviitiko Zvinokosha

“Kusanganiswazve Semhuri Imwe Chete” Pagungano rechiTagalog Rakaitirwa muRome!

Aka ndiko kaiva kekutanga kuti zviuru zveZvapupu zvaJehovha zvemuEurope zvinotaura chiTagalog zvipinde gungano remazuva matatu mumutauro wavo.

Upenyu hwepaBheteri

Kudzima Moto

Zvakamboitika zvinoratidza kuti kudzidzira kudzima kunobatsira.