Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Zviri paJW Library

Zviri paJW Library

Zvakaita Bhaibheri

  • Sarudza maBhaibheri aunoda pa6 aripo.

  • Baya nhamba yevhesi kuti uone kuti vhesi yacho inoti chii mune mamwe maBhaibheri.

  • Kuti uone mamwe mashoko nezvevhesi yaunenge wavhura, baya mashoko emuzasi kana kuti vara remuarufabheti rinobudisa mareference.

 

Mashandisiro

  • Tsvaira uchienda kuruboshwe kana kurudyi kuti uvhure mapeji ebhuku.

  • Isa bookmark pavhesi kana kuti chitsauko kuti ukurumidze kudzokera pawanga uchiverenga.

  • Baya bhatani rinokuratidza zvawambovhura kuti ukurumidze kuwana zvawamboverenga.

  • Unogona kutsvaga shoko kana mashoko mubhuku raunenge wakavhura.