JW Language App yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha kuti ibatsire vanoda kudzidza mumwe mutauro kuti vadzidze mashoko emutauro wacho uye kuti vavandudze unyanzvi hwavo pakukurukura vachishandisa mutauro wacho muushumiri uye pamisangano yeungano.