Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW LANGUAGE

Inokwanisa Kushanda paAndroid

JW Language App yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha kuti ibatsire vanoda kudzidza mumwe mutauro kuti vadzidze mashoko emutauro wacho uye kuti vavandudze unyanzvi hwavo pakukurukura vachishandisa mutauro wacho muushumiri uye pamisangano yeungano.

 

 

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa

App iyi inoshanda here pamudziyo wangu?

Ndinofanira kuita sei kana mubvunzo wangu usina kupindurwa pano?