Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Sainzi neBhaibheri

Zvinotaurwa nesainzi uye neBhaibheri zvinopindirana here? Bhaibheri rinotaura chokwadi here parinobata nyaya dzine chekuita nesainzi? Chimbofunga nezvezvinhu zvakasikwa uye kuti vanoita zvesainzi vanotii nezvezvinhu izvozvo.