Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

JW LANGUAGE

Inokwanisa Kushanda pamidziyo inonzi iPad, iPhone, uye iPod touch

JW Language App yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha kuti ibatsire vanoda kudzidza mumwe mutauro kuti vadzidze mashoko emutauro wacho uye kuti vavandudze unyanzvi hwavo pakukurukura vachishandisa mutauro wacho muushumiri uye pamisangano yeungano.

 

 

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa

Nei mamwe mavara emutauro wechiThai asingabudi sezvaari chaizvo?

App iyi inoshanda here pamudziyo wangu?

Ndinofanira kuita sei kana mubvunzo wangu usina kupindurwa pano?