Maindekisi
Maindekisi aya anogona kukubatsira kuwana mashoko aunenge uchida mumabhuku edu. Watch Tower Publications Index inotipa misoro yenyaya uye mavhesi anotsanangurwa mumabhuku edu. Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza rinewo misoro yenyaya uye mavhesi anotsanangurwa mumabhuku edu asi zvirimo zvishoma pane zviri muWatch Tower Publications Index. Maindekisi aya maviri anowanikawo paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower. Panewo tumavhidhiyo tunogona kukubatsira kuti uwedzere kujekerwa nezvaunenge uchidzidza.

