Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona
  • Zagreb, Croatia​—Kuratidza magazini inonzi Nharireyomurindi mumugwagwa unonzi Ilica

  • Guta reRovinj, kuCroatia​—Kuratidza munhu bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

  • Rovinj, Croatia​—Kudzidza Bhaibheri vachishandisa bhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

  • Zagreb, Croatia​—Kupa munhu turakiti rinonzi Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu?

  • Zagreb, Croatia​—Kuudza vamwe mashoko emuBhaibheri anopa tariro

  • Pula, Croatia​—Kupa munhu turakiti raUnoona Sei Ramangwana? pedyo neRoman amphitheater

  • Rovinj, Croatia​—Kuparidza nezveUmambo hwaMwari

Zvapupu zvaJehovha—Croatia

  • Vagari vemo—4 240 000
  • Zvapupu zvaJehovha—5 335
  • Ungano—64
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa795