Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Kyrgyzstan

  • Bishkek, Kyrgyzstan​—Kuratidza vidhiyo yaNei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mumutauro wechiKirghiz

Zvapupu zvaJehovha—Kyrgyzstan

  • Vagari vemo—7 282 000
  • Zvapupu zvaJehovha—5 242
  • Ungano—71
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa1 403

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Zvinhu Zvese Zvinobvira Kuna Jehovha

Mashoko mashomanana akanzwika mubhazi akachinja upenyu hwemumwe murume nemudzimai wake.

MUKAI!

Kushanya kuKyrgyzstan

Vanhu vekuKyrgyzstan vanoremekedza vamwe uye vanogamuchira zvakanaka vaenzi. Vane tsika dzakaita sei?