Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona
  • Freetown, Sierra Leone—Kupa munhu bhuku rinonzi Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi mumutauro wechiThemne

  • Freetown Peninsula, Sierra Leone—Kukoka muvakidzani kumusangano unoitirwa paImba yeUmambo

  • Freetown, Sierra Leone—Kupa munhu bhuku rinonzi Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi mumutauro wechiThemne

  • Freetown Peninsula, Sierra Leone—Kukoka muvakidzani kumusangano unoitirwa paImba yeUmambo

BHUKU REGORE REZVAPUPU ZVAJEHOVHA RA2014

Sierra Leone neGuinea

Nyaya iyi inotaura nezvekutenda uye kuzvipira kusingazununguki kweZvapupu zvaJehovha sezvazvaizivisa mashoko akanaka munyika idzi dzemuAfrica.