Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona
  • Montreal, Canada—Kuratidza mumwe mukadzi Nharireyomurindi

KUBUDISA MABHUKU

Kugadzira Vhidhiyo yeMutauro Wemasaini wekuQuebec

Nei zvichikosha kuti mabhuku abudiswe mumutauro unonzi LSQ?

KUPARIDZA PACHENA

Kuparidzira Marudzi Evanhu Vakatanga-Tanga Kugara muCanada

Zvapupu zvaJehovha zvinoparidza mashoko emuBhaibheri kuvanhu vemarudzi akatanga-tanga kugara muCanada kuti vadzidze nezveMusiki mururimi rwaamai.

KUPARIDZA PACHENA

Kushambadzira JW.ORG paBook Fair Yakaitwa kuToronto

Zvapupu zvaJehovha zvakapa vanhu mabhuku, zvakavaratidza mavhidhiyo, uye zvakavaratidza kuti jw.org inoshanda sei. Vanhu vaishanya vakazviona sei?