Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona
  • Moscow, Russia​—Kukurukura zviri muBhaibheri mumugwagwa unonzi Nikolskaya Street

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Zvapupu zvaJehovha Zvinobatsira Pakuchenesa Rostov-on-Don

Guta reRostov-on-Don, riri kuRussia, rakapa Zvapupu zvaJehovha tsamba richitenda basa razvakaita pakuchenesa guta racho mumwaka wechirimo.

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA)

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuRussia

Verenga nezvevanhu vakaroora nevasina vakatamira kuRussia kunoshumira kwaidiwa vaparidzi vakawanda. Vakatowedzera kuvimba naJehovha!

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA)

Kukurudzira Kunobva “Mumuromo Mevana”

Verenga unzwe kuti vana vokuRussia vakakurudzirwa sei neshamwari dzavo dzechiKristu.