Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona
  • Tha Bawt Ngu, Myanmar—Kupa munhu bhuku rinotsanangura zviri muBhaibheri

ZVIITIKO ZVINOKOSHA

Dai Tangoramba Tiri Pano

Ona kudanana uye kubatana kwakaita vanhu vemarudzi akasiyana-siyana uye vanotaura mitauro yakasiyana pagungano guru remunharaunda rakaitwa muYangon, kuMyanmar.