MABASA OKUVAKA
Chikamu 7 Chemapikicha ekuWarwick (September 2016-February 2017)
Zvivako zvese zviri paWarwick zvava kushandiswa. Vanhu vanopfuura 250 vakashanda pakugadzira miziyamu kusvikira yapera.
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
“Handisati Ndamboona Vavakidzani Vakanaka Semi”
Pakupera kwevhiki musi wa7 na8 May, 2016, vanhu vakakokwa kuti vauye kuzoona zvaiva paBheteri rekuBrooklyn, kusanganisira maBhaibheri ekare kare ayo akapa uchapupu hwakanaka kuvavakidzani.
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
Zvakaitika Gore Rakapera
Mishumo iyi inoratidza kuti Zvapupu zvaJehovha pasi rese zvakaedza sei kuvimba naMwari, kuita zvakanaka, uye kurarama zvakatendeseka.—Pisarema 37:3.
MABASA OKUVAKA
Vavakidzani Vedu Vatsva kuWarwick
Vagari vemuWarwick, New York, vanotaura nezvekushanda kwavo neZvapupu zvaJehovha pakuvaka mahofisi azvo makuru matsva.
MABASA OKUVAKA
Kushanda neZvapupu zvaJehovha kuWarwick
Vamwe vashandi vasiri Zvapupu uye vatyairi vemabhazi vakatii nezvekushanda pari kuvakwa neZvapupu zvaJehovha?
KUPARIDZA PACHENA
Kuwana Mashoko Akanaka Pamhemberero Yakaitwa kuNew York City
Pamutambo unonzi “Gateway to Nations” wakaitwa muna 2015, vazhinji vakafadzwa nemabhuku avairatidzwa neZvapupu zvaJehovha mumitauro yavo.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Vakazvipa Nemwoyo Unoda —kuNew York
Chii chakaita kuti mumwe murume nomudzimai vasiye imba yavo hombe yakanaka yavaida vakanogara muimba duku?