Zvapupu zvaJehovha—Spain
- Vagari vemo—49 316 000
- Zvapupu zvaJehovha—127 840
- Ungano—1 377
- Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa388
ZVAKAITIKA
Vakavharirwa Muchivako Chekare Pamusana Pekutenda Kwavo
Muchivako chekare chekuSpanish makavharirwa mazana eZvapupu zvaJehovha nekuti vaisabvuma kupinda muchiuto pamusana pehana dzavo.
MUKAI!
Kushanya kuSpain
Spain inyika izere nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana. Hakuna nyika inogadzira olive oil yakawanda kupfuura Spain.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Vakambopikira Usista Asi Iye Zvino Vava Hanzvadzi dzechiKristu
Chii chakaita kuti vabve pamisha yemasista yavaigara uye vasiye chechi cheRoma?

