Zvapupu zvaJehovha—France
- Vagari vemo—68 668 000
- Zvapupu zvaJehovha—140 797
- Ungano—1 445
- Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa492
NHAU DZAKABUDISWA
Bheteri remuFrance Rava Nemakore 50 Riri Munharaunda yeNormandy
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
“Jehovha Akakuunzai kuFrance Kuti Muzodzidza Chokwadi”
Chibvumirano chakaitwa neFrance nePoland muna 1919 chakaita kuti pave nemhedzisiro yakanaka.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
“Hapana Chinhu Chiri Pasi Pezuva Chinofanira Kukutadzisai!”
Mapiyona okuFrance okuma1930 akasiya nhaka yokushingaira uye yokutsungirira.

