SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

2 Timoti—Zviri Mubhuku Racho

Shona
2 Timoti—Zviri Mubhuku Racho
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg
nwt 2 Timoti p. 1843

Tsamba Yechipiri Kuna Timoti

Zvitsauko

1 2 3 4

Zviri Mubhuku Racho

  •  1

    • Kwaziso (1, 2)

    • Pauro anoonga Mwari nekuda kwekutenda kwaTimoti (3-5)

    • Ita kuti chipo chaMwari chirambe chichibvira (6-11)

    • Batisisa mashoko anobatsira (12-14)

    • Vavengi uye shamwari dzaPauro (15-18)

  •  2

    • Udza mashoko aya varume vanokwanisa kudzidzisa vamwe (1-7)

    • Kutsungirira kutambudzirwa mashoko akanaka (8-13)

    • Bata shoko raMwari zvakarurama (14-19)

    • Tiza kuchiva kweudiki (20-22)

    • Zvaunofanira kuita kana uchipikiswa (23-26)

  •  3

    • Nguva dzakaoma mumazuva ekupedzisira (1-7)

    • Nyatsotevedzera muenzaniso waPauro (8-13)

    • “Ramba uchiita zvinhu zvawakadzidza” (14-17)

      • “Magwaro ese akafemerwa naMwari” (16)

  •  4

    • “Ita ushumiri hwako zvizere” (1-5)

      • Paridza shoko uchiita zvekukurumidza (2)

    • “Ndarwa kurwa kwakanaka” (6-8)

    • Mashoko ekupedzisira (9-18)

    • Kwaziso yekupedzisira (19-22)