SHANDURO YENYIKA ITSVA

Kavha/Peji Yevabudisi

Shona
Kavha/Peji Yevabudisi
/assets/ct/08c9985de2/images/syn_placeholder_sqr.png
nwt pp. 2-4

Kavha/Peji Yevabudisi

Kavha/Peji Yevabudisi

Kavha/Peji Yevabudisi

Rakashandurwa kubva muBhaibheri reChirungu rakadzokororwa ra2013 reNew World Translation.

“Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha [יהוה, YHWH]: ‘ . . . Inzwai! ndiri kusika matenga matsva nenyika itsva; uye zvinhu zvekare hazvizouyi mupfungwa, uyewo hazvizouyi mumwoyo.’”​—Isaya 65:13, 17; onawo 2 Petro 3:13.

 
 

Rinowanikwa mumitauro inopfuura 280, ringave rakazara kana kuti mamwe mabhuku aro. Kana uchida kuona mitauro yacho yese, enda pawww.jw.org.

MaBhaibheri ese akadhindwa eShanduro yeNyika Itsva:

247 913 053

Rakadhindwa muna 2024

Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa neZvapupu zvaJehovha pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese.

Bhaibheri​—Shanduro yeNyika Itsva

New World Translation of the Holy Scriptures

Shona (nwt-CA)

Made in Japan

4-7-1 Nakashiden,

Ebina City, Kanagawa-Pref, 243-0496 Japan