A7-E
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 3) nemuJudhiya
|
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
|---|---|---|---|---|---|---|
|
32, pashure pePaseka |
Gungwa reGarireya; Bhetisaidha |
Anokwira chikepe achienda kuBhetisaidha, uye anoyambira nezvembiriso yevaFarisi; anoporesa bofu |
||||
|
Nharaunda yeKesariya Firipi |
Makiyi eUmambo; anotaura nezverufu rwake nekumutswa |
|||||
|
Zvinenge zvakaitika muGomo reHemoni |
Anoshanduka; Jehovha anotaura |
|||||
|
Nharaunda yeKesariya Firipi |
Anoporesa mukomana akagarwa nedhimoni |
|||||
|
Garireya |
Anotaurazve nezverufu rwake |
|||||
|
Kapenaume |
Anobhadhara mutero nemari yatorwa mukanwa mehove |
|||||
|
Mukuru muUmambo; mufananidzo wegwai rakarasika uye wemuranda asina kuregerera |
||||||
|
Garireya kusvika kuSamariya |
Ari munzira kuenda kuJerusarema, anoudza vadzidzi kuti vasiye zvese nekuda kweUmambo |
Ushumiri Hwakazoitwa naJesu muJudhiya Zvakare
|
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
|---|---|---|---|---|---|---|
|
32, Mutambo Wematebhenekeri (kana kuti Wematumba) |
Jerusarema |
Anodzidzisa paMutambo; varindi vanotumwa kunomusunga |
||||
|
Anoti “Ndini chiedza chenyika”; anoporesa munhu akaberekwa ari bofu |
||||||
|
Zvinenge zvakaitika muJudhiya |
Anotuma vadzidzi 70; vanodzoka vachifara |
|||||
|
Judhiya; Bhetani |
Mufananidzo wemuSamariya akanaka; anoshanya kumba kwavanaMariya naMarita |
|||||
|
Zvinenge zvakaitika muJudhiya |
Anodzidzisazve manyengeterero; mufananidzo weshamwari inoramba ichikumbira |
|||||
|
Anodzinga madhimoni nemunwe waMwari; anovaudzazve nezvechiratidzo chaJona |
||||||
|
Anodya nevaFarisi; anoshora unyengeri hwevaFarisi |
||||||
|
Mifananidzo: mupfumi akapusa uye mutariri akatendeka |
||||||
|
Anoporesa mukadzi akaremara paSabata; mufananidzo wetsanga yemasitadhi uye wembiriso |
||||||
|
32, Mutambo Wekukumikidza |
Jerusarema |
Mufananidzo wemufudzi akanaka uye danga; vaJudha vanoedza kumutema; anoenda kuBhetani mhiri kwaJodhani |

