A7-B
Upenyu hwaJesu Panyika—Kutanga Kweushumiri hwaJesu
|
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
|---|---|---|---|---|---|---|
|
29, zhizha |
Rwizi rwaJodhani, zvichida paBhetani yekumhiri kwaJodhani kana kuti pedyo nayo |
Jesu anobhabhatidzwa uye anozodzwa; Jehovha anomuti Mwanakomana wake uye anomufarira |
||||
|
Renje reJudhiya |
Anoedzwa naDhiyabhorosi |
|||||
|
Bhetani mhiri kwaJodhani |
Johani Mubhabhatidzi anozivisa kuti Jesu iGwayana raMwari; vadzidzi vekutanga vanova vateveri vaJesu |
|||||
|
Kana yekuGarireya; Kapenaume |
Chishamiso chekutanga pamuchato, anochinja mvura kuita waini; anoenda kuKapenaume |
|||||
|
30, Paseka |
Jerusarema |
Anochenesa temberi |
||||
|
Anotaura naNikodhimo |
||||||
|
Judhiya; Ainoni |
Anoenda kumaruwa eJudhiya, vadzidzi vake vanobhabhatidza; Johani anopupura kekupedzisira nezvaJesu |
|||||
|
Tibheriyasi; Judhiya |
Johani anosungwa; Jesu anoenda kuGarireya |
|||||
|
Sikari, muSamariya |
Ari munzira kuenda kuGarireya, anodzidzisa vaSamariya |
Renje reJudhiya

