SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Bhaibheri Rakarurama Here Panyaya Dzesainzi?

Shona
Bhaibheri Rakarurama Here Panyaya Dzesainzi?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg
nwt p. 11

MUBVUNZO 4

Bhaibheri Rakarurama Here Panyaya Dzesainzi?

“Anotatamura denga rekuchamhembe panzvimbo isina chinhu, achirembedza nyika pasina chinhu.”

Jobho 26:7

“Nzizi dzese dzinoyerera dzichipinda mugungwa, asi gungwa racho harizari. Kunobva nzizi dzichiyerera, ndiko kwadzinodzokera, dzoyerera zvakare.”

Muparidzi 1:7

“Kune anogara pamusoro pedenderedzwa renyika.”

Isaya 40:22