Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

A7-F

Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri Hwakazoitwa naJesu Kumabvazuva kwaJodhani Zvakare

NGUVA

NZVIMBO

ZVAKAITIKA

MATEU

MAKO

RUKA

JOHANI

32, pashure peMutambo Wekukumikidza

Bhetani mhiri kwaJodhani

Anoenda kwaibhabhatidzira Johani; vakawanda vanotenda muna Jesu

     

10:40-42

Pereya

Anodzidzisa mumaguta nemumisha, achifamba akananga kuJerusarema

   

13:22

 

Anokurudzira vanhu kupinda nesuo rakamanikana; anochema Jerusarema

   

13:23-35

 

Zvinenge zvakaitika kuPereya

Anodzidzisa kuzvininipisa; mifananidzo: zvigaro zvepamusoro uye vanhu vakakokwa vakapa tuzvikonzero

   

14:1-24

 

Funga zvinoreva kuva mudzidzi

   

14:25-35

 

Mifananidzo: gwai rakarasika, mari yakarasika, mwanakomana akarasika

   

15:1-32

 

Mifananidzo: mutariri asina kururama, mupfumi naRazaro

   

16:1-31

 

Anodzidzisa nezvekugumburwa, kuregerera, uye kutenda

   

17:1-10

 

Bhetani

Razaro anofa uye anomutswa

     

11:1-46

Jerusarema; Efremu

Kuronga kuuraya Jesu; anobvako

     

11:47-54

Samariya; Garireya

Anoporesa vanhu 10 vane maperembudzi; anotaura nezvemauyiro achaita Umambo hwaMwari

   

17:11-37

 

Samariya kana kuti Garireya

Mifananidzo: chirikadzi inoramba ichikumbira, muFarisi nemuteresi

   

18:1-14

 

Pereya

Anodzidzisa nezvewanano uye kurambana

19:1-12

10:1-12

   

Anokomborera vana

19:13-15

10:13-16

18:15-17

 

Mubvunzo wemupfumi; mufananidzo wevashandi vemumunda wemizambiringa uye kubhadharwa zvakafanana

19:16–20:16

10:17-31

18:18-30

 

Zvinenge zvakaitika kuPereya

Anotaura kechitatu nezvekufa kwake

20:17-19

10:32-34

18:31-34

 

Chikumbiro chaJakobho naJohani chezvinzvimbo muUmambo

20:20-28

10:35-45

   

Jeriko

Anopfuura nemo, oporesa varume vaviri mapofu; anoshanyira Zakeyo; mufananidzo wemamaina gumi

20:29-34

10:46-52

18:35–19:28