A7-C
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 1)
|
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
|---|---|---|---|---|---|---|
|
30 |
Garireya |
Jesu anotanga kutaura kuti “Umambo hwekudenga hwaswedera pedyo” |
||||
|
Kana; Nazareta; Kapenaume |
Anoporesa mwanakomana wegurukota; anoverenga mubhuku raIsaya; anoenda kuKapenaume |
|||||
|
Gungwa reGarireya, pedyo neKapenaume |
Anodana vadzidzi vana: Simoni naAndreya, Jakobho naJohani |
|||||
|
Kapenaume |
Anoporesa amai vemudzimai waSimoni nevamwewo |
|||||
|
Garireya |
Anotenderera Garireya kekutanga nevadzidzi vana |
|||||
|
Anoporesa munhu ane maperembudzi; vazhinji vanomutevera |
||||||
|
Kapenaume |
Anoporesa munhu akaoma mutezo |
|||||
|
Anodana Mateu; anodya nevateresi; mubvunzo nezvekutsanya |
||||||
|
Judhiya |
Anoparidza mumasinagogi |
|||||
|
31, Paseka |
Jerusarema |
Anoporesa murume airwara paBhetizata; vaJudha vanoedza kumuuraya |
||||
|
Kudzoka kubva kuJerusarema (?) |
Vadzidzi vanotemha hura dzezviyo paSabata; Jesu “Ishe weSabata” |
|||||
|
Garireya; Gungwa reGarireya |
Anoporesa mumwe murume paSabata; vazhinji vanomutevera; anoporesa vakawanda |
|||||
|
Gomo riri pedyo neKapenaume |
Anosarudza vaapostora 12 |
|||||
|
Pedyo neKapenaume |
Mharidzo yepaGomo |
|||||
|
Kapenaume |
Anoporesa muranda wemukuru weuto |
|||||
|
Naini |
Anomutsa mwanakomana wechirikadzi |
|||||
|
Tibheriyasi; Garireya (Naini kana kuti pedyo nayo) |
Johani anotuma vadzidzi kuna Jesu; chokwadi chakazarurirwa vana vadiki; joko riri nyore kutakura |
|||||
|
Garireya (Naini kana kuti pedyo nayo) |
Mukadzi mutadzi anomudira mafuta mutsoka; mufananidzo wevanhu vaiva nechikwereti |
|||||
|
Garireya |
Rwendo rwechipiri achiparidza nevadzidzi 12 |
|||||
|
Anodzinga madhimoni; chivi chisingaregererwi |
||||||
|
Anongopa chiratidzo chaJona |
||||||
|
Amai vake nevanin’ina vake vanouya; anoti vadzidzi ndivo hama dzake |

