A7-G
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hwekupedzisira Ari muJerusarema (Chikamu 1)
|
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
|---|---|---|---|---|---|---|
|
33, Nisani 8 |
Bhetani |
Jesu anosvika pasara mazuva 6 kuti Paseka iitwe |
||||
|
Nisani 9 |
Bhetani |
Mariya anomudira mafuta mumusoro nemutsoka |
||||
|
Bhetani-Bhetifage-Jerusarema |
Anopinda muJerusarema achipembererwa, akatasva dhongi |
|||||
|
Nisani 10 |
Bhetani-Jerusarema |
Anotuka muonde; anochenesazve temberi |
||||
|
Jerusarema |
Vatungamiriri vevapristi nevanyori vanoronga kuuraya Jesu |
|||||
|
Jehovha anotaura; Jesu anotaura nezvekufa kwake; kusatenda kwevaJudha kunozadzisa uprofita hwaIsaya |
||||||
|
Nisani 11 |
Bhetani-Jerusarema |
Chidzidzo chinowanikwa pamuonde wakaoma |
||||
|
Jerusarema, temberi |
Anobvunzwa kwaakawana mvumo yekuita zvaanoita; mufananidzo wevanakomana vaviri |
|||||
|
Mifananidzo: varimi vanoponda, mabiko emuchato |
||||||
|
Anopindura mibvunzo nezvaMwari uye Kesari, rumuko, murayiro mukuru |
||||||
|
Anobvunza kana Kristu ari mwanakomana waDhavhidhi |
||||||
|
Vane nhamo vanyori nevaFarisi |
||||||
|
Anocherechedza mupiro wechirikadzi |
||||||
|
Gomo reMiorivhi |
Anotaura nezvechiratidzo chekuvapo kwake |
|||||
|
Mifananidzo: mhandara gumi, matarenda, makwai nembudzi |
||||||
|
Nisani 12 |
Jerusarema |
Vatungamiriri vechiJudha vanoronga kumuuraya |
||||
|
Judhasi anoronga kumutengesa |
||||||
|
Nisani 13 (China masikati) |
Pedyo uye muJerusarema |
Anogadzirira Paseka yekupedzisira |
||||
|
Nisani 14 |
Jerusarema |
Anodya Paseka nevaapostora |
||||
|
Anogeza tsoka dzevaapostora |

