Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raJona

Zvitsauko

1 2 3 4

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Jona anoedza kutiza Jehovha (1-3)

    • Jehovha anounza mhepo huru mugungwa (4-6)

    • Jona ndiye akonzera dambudziko racho (7-13)

    • Jona anokandwa mugungwa risina kugadzikana (14-16)

    • Jona anomedzwa nehove huru (17)

  • 2

    • Jona anonyengetera ari mudumbu rehove (1-9)

    • Jona anorutsirwa panyika (10)

  • 3

    • Jona anoteerera Mwari oenda kuNinivhi (1-4)

    • VaNinivhi vanopfidza pavanonzwa mashoko aJona (5-9)

    • Mwari anosarudza kusaparadza Ninivhi (10)

  • 4

    • Jona anotsamwa uye anoti anoda kufa (1-3)

    • Jehovha anodzidzisa Jona kuva netsitsi (4-11)

      • “Zvakanaka here kuti utsamwe zvakadaro?” (4)

      • Chidzidzo kubva pamupudzi (6-10)