Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2000

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2000

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2000

Kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Evhangeri—Inhau Kana Kuti Ingano Here? 5/15

Gore Raraparadzirwa Kwazvo, 1/15

Ibhuku Rakangonaka Here? 12/1

Rine Chiratidzo Chakavigwa Here? 4/1

JEHOVHA

Achakurangarira Sei? 2/1

Anopindura Minyengetero, 3/1

Mukuru Kune Mwoyo Yedu, 5/1

JESU KRISTU

Kubatsirwa Kwatingaitwa naJesu, 3/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Ihasha dzaani? (VaR. 12:19), 3/15

Jehovha aifarira kurwadzisa Kristu here? (Isa 53:10), 8/15

Kuramba kurambwa, 12/15

Mishonga inobva muropa, 6/15

Ndiani akanyunyuta nezvemafuta akadururwa pana Jesu? 4/15

Ropa romunhu pachake, 10/15

MUSHUMO WAVAZIVISI VOUMAMBO

2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 8/1, 9/1, 12/1

NYAYA DZOUPENYU

“Haiwa Nokutenda Kusingadzokeri Shure”! (H. Müller), 11/1

“Hamuzivi Zvichava Zvakaita Upenyu Hwenyu Mangwana” (H. Jennings), 12/1

Jehovha Ndiye Utiziro Hwangu Nesimba Rangu (M. Filteau), 2/1

Kubva Pakugadzira Zvombo Kusvika Pakuponesa Upenyu (I. Ismailidis), 8/1

Kukomborerwa Nenhaka Chaiyo (C. Allen), 10/1

Kuonga Jehovha—Nebasa Renguva Yakazara! (S. Reynolds), 5/1

Kurangarira Musiki Kubvira Pauduku (D. Hibshman), 1/1

Kurarama Upenyu Huri Nyore Kuti Ndishumire Jehovha (C. Moyer), 3/1

Mutakuri Wechiedza Kumarudzi Akawanda (G. Young), 7/1

Ndakabatsirwa Kukunda Kunyara (R. Ulrich), 6/1

Nguva Dzose Jehovha Anopa Mubayiro Vakavimbika Vake (V. Duncombe), 9/1

NYAYA HURU DZOKUDZIDZA

“Awa Yake Yakanga Isati Yasvika,” 9/15

“Awa Yasvika!” 9/15

Batsira Vamwe Kuti Vafambe Zvakafanira Jehovha, 12/15

Fungisisa Shoko raMwari Rouprofita Rezuva Redu, 5/15

‘Haiwa Mwari, Tumai Chiedza Chenyu,’ 3/15

“Imi Mose Muri Hama,” 6/15

Inzwa Zvinoda Kutaura Mudzimu, 5/1

Iva Anoda Kumirira! 9/1

Iva Nokutenda muShoko raMwari Rouprofita! 5/15

Jehovha Anopa Akaneta Simba, 12/1

Jehovha Haanonoki, 2/1

Jehovha—Mukuru Pakusimba, 3/1

Kudyara Mbeu Dzechokwadi choUmambo, 7/1

Kudza Vakapiwa Simba Pauri, 6/15

Kudzidza—Kune Mubayiro uye Kunonakidza, 10/1

Kufara Muna Mwari Woruponeso Rwedu, 2/1

Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva—Sezvakafanotaurwa, 4/15

Kushumira Nomurindiri, 1/1

Kusvika Pakuziva “Pfungwa dzaKristu,” 2/15

Kutenga Nguva Yokuverenga Nokudzidza, 10/1

Kutitungamirira Kuri Kuita Jehovha, 3/15

Kuverenga Bhaibheri—Kunobatsira uye Kunonakidza, 10/1

Kuzvikudza Kunotungamirira Kukunyadziswa, 8/1

Maonero aMwari Okuchena Mutsika, 11/1

Mirai Makakwana Muchitendiswa Zvakasimba, 12/15

“Muduku” Wava “Chiuru,” 1/1

Ndivanaani Vari Vashumiri vaMwari Nhasi? 11/15

Nhaka Yedu Inokosha—Inorevei Kwauri? 9/1

Nyika Itsva—Uchavamo Here? 4/15

“Rambai Makarinda,” 1/15

Ratidza Mafungire aKristu, 9/1

‘Tariro Yako Yoruponeso’ Ngairambe Yajeka! 6/1

Tariro Yokumuka Ine Simba, 7/15

Tariro Yokumuka Ndeyechokwadi! 7/15

Teerera Shoko raMwari Rouprofita, 4/1

Tsigira Zvakasimba Kudzidzisa kwaMwari, 5/1

“Tsvakai Jehovha Nesimba Rake,” 3/1

“Uchenjeri Huri Kune Vanozvininipisa,” 8/1

Umambo hwaMwari—Utongi Hutsva Hwapasi, 10/15

Une “Pfungwa dzaKristu” Here? 2/15

Unoda Zviyeuchidzo zvaJehovha Kwazvo Here? 12/1

Unogona Kuramba Wakachena Mutsika, 11/1

Unonzwa Uchida Kuita Sezvaiita Jesu Here? 2/15

Vakaipa Vachavapo Kusvika Rini? 2/1

VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira, 11/15

Vanorwa naMwari Havangakundi, 4/1

Zivisai Mashoko Akanaka Nomwoyo Wose, 7/1

Zvibayiro Zvaifadza Mwari, 8/15

Zvibayiro Zvokurumbidza Zvinofadza Jehovha, 8/15

Zvichaitwa noUmambo hwaMwari, 10/15

“Zvinodikanwa” Zviri Kuzadza Imba yaJehovha, 1/15

‘Zviponese Iwe Nevanokuteerera,’ 6/1

UPENYU NOUNHU ZVECHIKRISTU

‘Chengeta Mirayiro, Urarame’ (Zvi 7), 11/15

“Chengeta Mwoyo Wako” (Zvi 4), 5/15

Chengeta Zita Rako (Zvi 6), 9/15

Kuita Mudzimu Mutsvene Mubatsiri Wako, 10/15

Kunyaradzwa Nesimba raJehovha, 4/15

Kuremekedza Vane Simba, 8/1

Kuswedera Pedyo naMwari, 10/15

Kutsvaka Jehovha Nomwoyo Wakagadzirira, 3/1

Kuzvininipisa Kunosimudzira Rugare, 3/15

Kuzvirumbidza Kune Vamwe, 4/15

Michato Inofadza Inokudza Jehovha, 5/1

Mienzaniso Yakanaka—Kubatsirwa ne, 7/1

MuKristu Chii? 6/1

Nei Tichifanira Kuzvipira? 9/15

Nei Uchishumira Mwari? 12/15

Nei Vasina Vana? 8/1

Nziyo Dzinofadza Mwari, 6/1

Ramba Wakachena Munyika ine Unzenza (Zvi 5), 7/15

Shandira Kuva Noukama naJehovha (Zvi 3), 1/15

Shumira Mwari Nepfungwa Inoda, 11/15

Tarisiro Dzine Musoro, 8/1

Tinoda Sangano raJehovha, 1/1

Unogadzirisa sei Kusawirirana? 8/15

Unoona Vane Chisimba Sezvinoita Mwari Here? 4/15

Unoyera sei Kubudirira? 11/1

Unozviona Sei? 1/15

Uri muKristu “Akura Zvakakwana” Here? 8/15

Vafudzi vechiKristu, ‘Zarurai Mwoyo Wenyu Wose’! 7/1

Wakangwara Here? 10/1

Zano Raamai Rouchenjeri (Zvi 31), 2/1

ZVAKASIYANA-SIYANA

Andiyoki (Siriya), 7/15

Chinoita Kuti Tibudirire, 2/1

Cyril Lucaris—Murume Aikoshesa Bhaibheri, 2/15

Josia, 9/15

Kubatana Kwezvitendero Kwava Pedyo Here? 12/1

Kudzidza Kuvanhu Vaviri Vokutanga, 11/15

Kunyengetera Kune Zvakunobatsira Here? 11/15

Kurwisa Uori, 5/1

Kushanda “Mumunda”—Kukohwa Kusati Kwasvika, 10/15

Kutenda Kunogona Kuchinja Upenyu Hwako, 1/1

Kuwana Rugare Rwomumwoyo, 7/1

Kwokuenda Nokuda Kwezano Rakanaka, 6/1

Mashandire Anoita Mudzimu Nhasi, 4/1

Mawanire Aungaita Shamwari, 12/1

“Mbudzi Yomumakomo Inofadza,” 10/1

Murume Aiva Nomuenzaniso Wakanaka Akabvuma Kururamiswa (Jobho), 3/15

Mutambudzi Anoona Chiedza Chikuru (Pauro), 1/15

Muti Womuorivhi, 5/15

Mwari Anopindura Minyengetero, 3/1

‘Ndichapoteredza Atari Yenyu,’ 5/1

Nei Usingafaniri Kuda Zvinhu Zvakakwana Chete? 6/15

“Nguva Dzokudzorerwa” Dzava Pedyo! 9/1

Nyika Isina Kuora Mwoyo, 9/15

Rugare Rwenyika Yose—Sei? 11/1

Runako Rwomukati, 11/15

Ruvengo, Rwuchapera Here? 8/15

Teerera Nyevero! 2/15

Tsika Dzinoitwa paKrisimasi NdedzechiKristu Here? 12/15

Tsika dzomuBhaibheri Dzinoshanda Here? 11/1

Unodavira Zvausingaoni Here? 6/15

Unofanira Kuongorora Zvimwe Zvitendero Here? 10/15

Unofanira Kuzvidavira Here? 12/1

Unogona Kumirira Here? 9/1

Upenyu Hungawedzera Kuva Nechinangwa, 7/15

Upenyu Hwakakwana Hakusi Kurota! 6/15

Upenyu Pashure Porufu, 10/1

Uroyi, 4/1

Va“Polish Brethren,” 1/1

Vatsoropodzi, 7/15

Zvakawanikwa paJezreeri, 3/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Altiplano kuPeru, 11/15

Bhuku raDhanieri Rakatsanangurwa! (bhuku rinonzi Uprofita hwaDhanieri), 1/15

Chitsuva cheRobinson Crusoe, 6/15

Endai Kuzvitsuwa zvePacific—Kunoshanda! 8/15

India, 5/15

Italy, 1/15

Kokorodzano dze“Shoko raMwari Rouprofita,” 1/15

Kokorodzano dze“Vaiti veShoko raMwari,” 2/15

Kubata Vanhu muGungwa reAegean, 4/15

Kupedza Kudzidza paGilead, 6/15, 12/15

Kuva Norupo Zvikuru Kunounza Mufaro (mipiro), 11/1

Kuzivisa Umambo muFiji, 9/15

Makomo eChiapas (Mexico), 12/15

Miviri Miduku, Mwoyo Yakashinga, 2/15

“Muenzaniso Wokubatana,” 10/15

Nguva Refu Yokutsvaka Yakawana Mubayiro (Denmark), 9/1

Nhengo Itsva dzeDare Rinodzora, 1/1

Senegal, 3/15

Taiwan, 7/15

Tuvalu, 12/15

Udzvinyiriri hweNazi (Netherlands), 4/1