Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

July 29–August 4

1 TIMOTI 4-6

July 29–August 4
  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kuzvipira Kuna Mwari, Kana Kuti Kupfuma”: (10 min.)

    • 1Ti 6:6-8—Zvakanakira “kuzvipira kuna Mwari pamwe chete nekugutsikana” (w03 6/1 9 ¶1-2)

    • 1Ti 6:9—Zvakaipira kuva neshungu dzekuda kupfuma (g 6/07 6 ¶2)

    • 1Ti 6:10—Marwadzo anokonzerwa nekuda mari (1/09 21-22 ¶4-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Ti 4:2—Munhu angapisa sei hana yake uye nei izvi zviine ngozi? (lvs 23-24 ¶17)

    • 1Ti 4:13—Nei Pauro akakurudzira Timoti kuti arambe achishingairira kuverenga paruzhinji? (it-2-E 714 ¶1-2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Ti 4:1-16 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU