Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 80

“Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka”

“Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka”

(Pisarema 34:8)

  1. 1. Basa rekuparidzira,

    Tinorikoshesa kwazvo.

    Tinototenga nguva yekuti

    Tiparidzire vazhinji.

    (KORASI)

    Ravirai henyu muone,

    Jehovha akanaka.

    Kuzvipira kunopfumisa,

    Taita zvatagona.

  2. 2. Vari mubasa renguva

    Yakazara vakapfuma.

    Pavanovimba naMwari wavo,

    Vanogutsikana chose.

    (KORASI)

    Ravirai henyu muone,

    Jehovha akanaka.

    Kuzvipira kunopfumisa,

    Taita zvatagona.