Enda pane zvauri kuda

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 2)

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 2)

Dzidzira kubata nemusoro mabhuku emuBhaibheri! Ngatipedzisei Magwaro echiHebheru akasara.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 1)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Genesisi kusvika kuna Isaya.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 1)

Shandisa makadhi aya kuti akubatsire kubata nemusoro mabhuku emuBhaibheri kubva kuna Genesisi kusvika kuna Isaya.

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 2)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Jeremiya kusvika kuna Maraki.

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 3)

Dzidzira kurongwa kwakaitwa mabhuku eMagwaro echiKristu echiGiriki kubva pana Mateu kusvika pana Zvakazarurwa.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 3)

Shandisa makadhi aya pakubata nemusoro mabhuku echiKristu echiGiriki kubva kuna Mateu kusvika kuna Zvakazarurwa.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.