NHARIREYOMURINDI

Sumo

Shona
Sumo
/assets/ct/08c9985de2/images/syn_placeholder_sqr.png

Sumo

Sumo

UNOFUNGEI?

Unofunga kuti Bhaibheri richiri kushanda here mazuva ano? Bhaibheri pacharo rinoti: “Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari uye runobatsira.”—2 Timoti 3:16, 17.

Magazini ino inoratidza kuti Bhaibheri rinogona kutibatsira pazvinhu zvipi uye kuti ungaita sei kuti zvaunoverenga muBhaibheri zvikubatsire.