Mhuri Yenyu Inogona Kufara

Munogona kuva newanano inofadza uye mhuri inofara nokushandisa zvinotaurwa neBhaibheri.

Mashoko Ekutanga

Munogona kuva newanano inofadza uye mhuri inofara nokushandisa mazano anobatsira anotaurwa neBhaibheri ari mubhuku rino.

CHIKAMU 1

Tarisirai Kuna Mwari Kuti Muve Newanano Inofadza

Kuzvibvunza mibvunzo miviri isina kuoma kunogona kukubatsira kuvandudza wanano yenyu.

CHIKAMU 2

Ivai Vakavimbika Kune Mumwe Nemumwe

Kutendeseka muwanano kunongoreva chete kudzivisa upombwe here?

CHIKAMU 3

Kugadzirisa Kwamungaita Matambudziko

Kuita zvinhu nenzira yakarurama kunogona kuita kuti pave nemusiyano pakati pewanano yakasimba uye inofadza.

CHIKAMU 4

Kushandisa Kwamungaita Mari Zvakanaka

Kuvimbana uye kutendeseka kunoshandei?

CHIKAMU 5

Zvamungaita Kuti Murambe Muine Rugare Nehama Dzenyu

Munogona kukudza vabereki venyu musingakanganisi imba yenyu.

CHIKAMU 6

Machinjire Anoita Vana Wanano

Kuva nemwana kungaita kuti ukama hwenyu huwedzere kusimba here?

CHIKAMU 7

Kudzidzisa Kwamungaita Mwana Wenyu

Kuranga kunobatanidza zvinopfuura kungopa mitemo uye kupanicha.

CHIKAMU 8

Panoitika Dambudziko

Wana rutsigiro rwaunoda.

CHIKAMU 9

Namatai Jehovha Semhuri

Mungawedzera sei kunakidzwa nokunamata kwenyu kwemhuri?